18+: MUST READ: Know Your Man: 10 Zvinoitwa Nemadzimai Zvinopedza Simba Mumba Yemukati!

ZVINOITWA NEMADZIMAI PABONDE ZVINOPEDZA ZEMO RESE UYE PANONYANYONAKIRA VARUME VAKABATWA:


Husband 1: "Kkkkk hesi wangu. Kunhuwa kumashure wangu pakuda kuita dog style wangu. Unonzwa hwema hwetsvina chaiyo wangu tidzidzisirewo vakadzi ava please. Panonakidza panipple nemagadziko"

Husband 2: "Mike hello. Wangu anongorara no action no movement. Unoita kunga wakarara nedanda. Inorara kana ikasarara kusvika kwacho ndekwenzaranzinza chaiko. Panonaka pachisoro chechombo nekubatwa manyatso"

By Mike Pasi (Tough Talk Family)

Husband 3: "Mr Mike ndeipi. Chinondibuditsa mugame pane wangu mukadzi baba inyaya yekudaira phone tiri pakati pebonde.She sells tumaproducts twevana maclients ake ari kunze kunyanya so vanofona from 11 onward apa ndipo painonga yakanyura wonzwa munhu akusvasvanhira cellphone kuti adaire. Zvinopedza zemo. Panonaka kubatwa patuzamo apa pane nyaya'

Husband 4: 'Ndine problem yekuti pamorning chimutsa madam vanoda kiss zvekuti bhee but manje unongozivawo mukanwa munenge muri gutukutu chombo chinobva charuza power. Panonaka panhengo chaipo netitis"

Husband 5: "Boss Mike muri sei sei? Kuita smell kumagadziko kana wakotamisa mudzimai. PAKAIPA NDATI. Hamuvadzidzisiwo here kugeza kwamunoita malessons enyu uko. Panonaka obvious mazamo nekiss"
Know Your Man: 10 Zvinoitwa Nemadzimai Zvinopedza Simba Mumba Yemukati!
Husband 6: "Madam vanorara vakapfeka saka pakubvisa hembe paya huturu hunoita huchitopera apa ndakabvira kuvaudza kuti munhu akaroorwa anorara asina kupfeka asi havanzwi saka zvimwe zvakuita kuti zemo ripere kufunga kuti haanzwi. Panonaka pamabhora nezvinyatso'

Husband 7: "Makadii mukoma mike, tiripo. Mine pane zvinopedza zemo inyaya yekuti madam havadi kugera pubic kana kuti choya chiye. Unotozoita zvekuti munhu chigera zvinobhowa because panoita kasmell kana bvudzi ravo rakurisa. Panonaka patunyatso nemukati mezvija"

Husband 8: "Can I please add my voice to the factors that make us men lose sexual appetite. Speaking for myself, wife knows not much about sex and she is unteachable. Her style is "missionary-type" and that is all. Try talking to her and she gets moody. My most sensitive part is under the pe*is head and the nipples"
Husband 9: "Makadii? Zemo rinopera mukoma because of zvinhu zvinganzi zviri simple. I love ma*inji zvisingatauriki and since we got married madame ndakaiudza kuti dhonza but kuudza dombo. Panhu pavo pakangoita sepemwana no difference. Kana ndichida kurara naye ndoona kunge ndakutorara nemwana zvinove zviri kupedza zemo mumba for me. Panonaka pamusoro wenhengo nenyatso"

Husband 10: "Eeeh apo blaz ndeipi. Nyaya inopedza zemo mumba mangu inyaya yekuti ukakotamisa adzimai unonzwa kasmero ketoilet chero wanga warodza sei haa inodonhera pasi blazPanonaka patunyatso apo mudhara moto but tunobatwa kamwe pagore manji"

MADZIMAIMUSAITE NHARO, GADZIRISAI, MOTAURAIWO ZVAMUNODA KUTI VARUME VAGADZIRISE!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp