Sare: Chiiko, Uye Todii Naro?

Sare is a growth kuma private parts( vagina) by the entrance or inside of a woman. 


Piles are near the anus panobuda ne tsvina found in both in men and women.

Sare causes munyama, jambwa, still Births and calamities and recently I have discovered that the same effect can be experienced with piles.

By Apostle Bigboy Kathumba

Some have gone kunochekwa ma sare akabuda futi. Vamwe vakabata cancer through using unsterilised razors and backyard cuttings to their private parts .

Ane sare haagare mu relationship and the symptoms or ma signs emunhu ane sare akafanana neane Mweya we njuzu. Zvimwe zvacho zvinofanana pamunhu ane sare ne mweya we njuzu
Sare: Chiiko, Uye Todii Naro?
Sare: Chiiko, Uye Todii Naro?

Signs and Symptons: Zviratidzo
1. Kuramwa ramwa
2. Kusafarira bonde
3. Kuda bonde zvakanyanyisa
4. Kurota uine nhumbu
5. Kurambwa rambwa
6. Kunyengwa nevarume ve Vanhu
7. Kuvaviwa mazamu
8. Kuitwa mukadzi ne munhu wausingaone face yake
9. Mweya wekunonotswa
10 . Kungorambwa pasina tsananguro

11. Kungopihwa vana nekurambwa
12. Kufarira murume kana asipo
13. Kurota njuzu
14 . Kurota uchitihwina kana kutambira kumvura
15. Kuita discharge inonhuwa ( kuti urambwe)
16. Michato inoperera mu divorce ( 96% of divorces caused by marine spirit
17. Munyama , jambwa , kunongedzwa kupomerwa mhosva - kungovengwa pasina zvawaita
18. Kumuka wakatoneta
19. Kubroka broka haubate Mari
20. Kusadzoserwa zvikwerete

21. Iwe kuita zvikwereti hobho
22. Kuita mweya unotevera goho , paunenge uine mari panoitika dambudziko
23. Mweya uyu nevakadzi vanakunaku , vatsvuku vatsvuku hazvisiyane.
24. Kuzvigutsa ( masturbation)
25. Kuteera kusina pattern, jeko rinoradzika munhu pasi
26.Kupfekedzwa ring kuhope nemurume wausingaone chiso
27. Kurota uine mwana mucheche iwe usina murume kana kuti uine mwana achiri mudiki
28. Kurota uine prema kana kuyamwisa mwana Iwe wakura ( at menopause )
29. Kufamba ne strange men kuhope usingaone zviso zvavo
30. Kurota njuzu, murungu kana mukaradhi

31. Continuously menstrual bleeding
32. Unexplainable divorce
33. Late marriages
34. Strange dreams
35.These spirits marry every member of the family resulting in barrenness or secondary infertility
36 . Kunetsana nyaya diki inotokura mumba
37. Kuita vanhurume vanokushandisa voenda kumba kwavo iwe wosara nevana vako
38. Kuteera musi unouya murume pamwe

You need deliverance from an anointed Man and Woman of God . Isaiah 5 v 13 you can go into captivity if you lack knowledge. You can die if you lack knowledge Hosea 4 v 6. You also need to go to a medical practitioner or doctor.
Blessed Day

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp