Tuesday, 11 February 2020

Guys, Yakwana Nguva Yekusunda: Verenga Unzwe

Ukaenda kumaternity ward unonzwa mamidwives shouting at the top of their voices 'PUSH!'

Kana zvadaro woziva kuti pane zvakuda kuitika. But pane nyaya manje ndepapa, mwana haangobude coz the midwife said push NO.

Ane nhumbu yacho is the one who pushes....yes she is in pain but she has to push in order to give birth akaita nungo mwana anofira mudumbu.

Zvodaro nepakunamata mfundisi can preach the whole bible to you, asi zvinoda manje kuti iwe uite PUSH on your own. Hongu mufundisi anokunamatira, mashamwari nehama asi arikufanira kubereka ndiwe!
Kunamata
Ukaita nungo dzekunamata you will never give birth to your promise. Your breakthrough will not come.

You will not realise your miracle

Yes, its PAIN - PUSH then PRODUCE zvinombooma unombochema but you must push,this is not the time to give up

Mfundisi pake aita, iwe chiita pako: P-ray U-ntil S-omething H-appens (PUSH).

Cry if you must,groan if u have to,but keep on pushing.

Pray without ceasing.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.

No comments:

Post a comment

Contact Form

Name

Email *

Message *