Mukaona muri kuita machallenges nemumwe wako usati wafunga zvimwe ask yourself these questions
By Evangelist Bigboy Kathumba

1. Kumba kwedu vangani vari mumba?
2. Vabereki vangu zvakamira seyi zvemuchato?
3. Anatete vangu vangani vari mudzimba seni ?
4. Hope dzekurwa , bonde kumvura dzakapera here ?
5. Ini pachangu handina hasha here? Handitaurise here? Handinyengerere here ?
6. Vakaroorwa vakadzoka vangani ?
Kushushana
Muchaona kuti ma Foundation ( kwakabviwa ) kune nyaya. Ma dzinza anenge achiti iwe ndiwe ani unoda kugara Mumba vamwe vese vasimo. Usamhanyirire kukanda tauro (ku surrender) kana kuramwa check your foundation first. Michato inorwiswa. Fight for your marriage kune vakamirira kuti ubude ivo pfeee se tsono.

Handizivi hangu yako backgound/foundation yamira seyi? Haumutsane nemudiwa wako
padiki padiki ? Une zita raani? Anoita nezveyi?
Psalm 11 v 3 if the foundations are destroyed what can the righteous do?

dzimwe nguva panenge pachitodiwa rudzikinuro nekubatsirwa muwanano imomo. Taura nevanhu vaMwari mubatsirwe nekudzikinurwa.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.