Mai E Chibwe: Zemo Remunhukadzi

Zemo Remunhukadzi

Zemo remunhukadzi rinokonzegwa nezvaari kufunga panguva iyoyo. Vanhukadzi kana hana yakagadzikana, pasina chinokonzera kufunganya, muviri unowanzoita zemo. Zemo pamwe rinongovhakasha usingarifungiri. Hino unohwa varume vachitaurirana nhema kwahi mukadzi wangu mazuvano haasii kunyanyoda zvinhu. Unohwa shamwari yake ichitobvumirana naye kuti dambudziko riri kumukadzi wake.

Murume akachenjera anowana mazano okuti kana mukadzi akaita zemo iye oona kuti anoriwedzera sei. Mushonga wezemo ndimumwe chete. Hakuna umwe mushonga. Kana waitisa mukadzi zemo, unopedzesira wapiwa mukana wekurapa munhu chete. Kana usina kuhwisisa ipapa ndiwe murume ane dambudziko, kwete kufamba uchiudza vanhu kuti mukadzi wako mazuvano haadi zvinhu.

Munhu umwe noumwe ane zvinhu zvinomuisa mufungwa dzinotanga zemo. Pamwe unotoshaya kut zvabva nepi. Kana iwe une umwe wako mumba, unofanira kuziva kuti chinomuitisa zemo chii kuti ugokwanisawo kuita zemo panguva imwe chete naye kuti mugo rapana mese.

· Ini ndinoona kuti ndikafamba nechitima kana bhazi, kujata kwarinoita kuya kunoitisa zemo.
· Ndikaudzwa nyaya dzezvimwe zvatakaboita tese, ndinoita zemo.
· Ndikatamba nomurume, sokuti murume ondidzinganisa mumba kana pazhe, ndinoita zemo.
· Ndikavata zvakanaka kuseni kwacho ndinomuka ndine zemo.
· Ndikagezesa murume mubhavhu kana shawa, ndinoita zemo.

Zemo Remunhukadzi
Zemo Remunhukadzi

Iri izemo riya rokuti unongohwa kutipano ndava nezemo asi kana ukari iginowa rinzongopera haro. Zemo remukadzi harikasiri kubva. Rinotora nguva yakati kuti richingokuyeuchidza kuti riripo. Uku kuitira kuti pakunonoka apa murume angaitawo zemo mozopana mushonga.

Murume akangwara anokuchidzira zemo romukadzi wake kuti zvifambe. Mukadzi akafunga kuti murume wake ari kumufungira zvokurapa zemo, anobva afunga zvakawanda zvinoitisa zemo oitawo zemo. Akaswera zuva rese achingofunga nenyaya yema bhiri emvura, magetsi, mukaka wemwana, etc, mari yacho pasina, anozoshaya nguva yokufunga zvezemo.

Murume akangwara anoziva kuti zemo romukadzi rakafanana nemota yasiiwa ichitinhira injini yayo dhiraivha pasina. Kana dhiraivha akazodzoka haitani kufamba. Murume akakurudzira kuti mukadzi aswere ane kazemo kadikidiki manheru vava vese hazvizonetsi kukwidza zemo kusvika pakuda kuripa mushonga waro.

Chinhu chinonetsa pavarume vedu vechiShona kushaya CONFIDENCE yokutaura zvinoda kutaurigwa mukadzi. Kune varume vakawanda vasingadi kuita shamwari yomukadzi waanaye mumba, Anoona sokuti akashamwaridzana nomukadzi, mukadzi anozomudherera. Inyaya yokuti anozviona sa Manager wapabasa anomaneja vanhu vakadzidza basa kumupfuura. Munhu wakadai anongoita zvokupopota kuti vanhu vazive kuti aripo, asi basa chairo haagoni. Ndizvozvo nomurume asingazivi kuti kuva murume wemunhu zvinoitwa sei. Anongoda kugaroyeuchidza mukadzi kuti iye murume ndiye mukuru mumba. Pane kuti dai achiita zviitwa nomazvo mukadzi wacho ndipo paaitomukudza kupfuuridza.

Vakadzi zvido zvedu zvishoma shoma. Tinongoda SECURITY inobva pakuziva kuti, murume anondida, Murume haana meso meso, Murume anofarira kuvata neni, Murume anondifunga kana ndisipo. Murume anofarira zvandinobika. Muiri wangu unoitisa murume wangu zemo. Saka murume akangobata mafungire iwawa, ogarokuchidzira zvinoitisa zemo, mukadzi anobva atoona seagarika osununguka mumba make, zemo harichanetsi kuita.

Hino murume akada kuita sezvinoita bhosi wekubasa, vashoma vakadzi vanoitiswa zemo nabhosi wavo. Vakawanda vanovata na bhosi kutsvaka mari chete, hapana rudo kana zemo. Murume akadai anongozopedzisira ongovata nomukadzi zvechibharo hazvo mukadzi asina zemo. Kuvata nomurume zvokuti nokuti murume ati vhura ndiise, kwakasiyana nokuvata naye nokuda kwezemo.

Nyaya ye SELF –CONFIDENCE yemurume ndiyo inonetsa kugadzirisa. Murume wekukomhanisa anongofunga zvokuti oita sei kuti mukadzi azive kuti ndiye samusha kusaziva kuti mukadzi akatouya achiziva kuti ndiwe samusha kare. Akavinga rudo saka mupe rudo nyaya ipere. Zvese zvimwe unozopiwa mahara pasina mubvunzo.

Zemo romukadzi haridi kungotangira ipapo. Rinoda kuita segondo rinombosweroongorora huku dzichitamba pasi apa, rozoti ava masikati robhururukira pasi huku dziya dzopera samba. Murume swera uchiumba zemo romukadzi, muudze nyaya dzinonakidza, muudze kuti ari kunhuwirira, muudze chakanaka paari chaunoda. Kana uri kubasa mutumirewo message pafoni yake inomusetsa kana kumufungisa kuti uri kumufunga. Muudze zvinhu zvaasingafungiri kuti wazviona. Sokuti kana akakotama achiita chimwe chinhu, mangwana acho muudze kuti wakaona chiuno chake akakotama ukaita zemo. Chirondedzera zvakawanda zvawakaona nezvawakafunga ipapo. Mukadzi haakangamwi zvinhu zvakadaro. Anofara kuhwa kuti anokuitisa zemo, iye okasirawo kuita zemo.

Zemo remukadzi riri paviri. Rinonoka kuuya, uye rauya rinonoka kubva. Kana mukadzi aita zemo mukatamba zvokukwidza zemo. Mukazoda kupana mushonga wezemo, murume akangoti kupinza nokudiridzira panguva imwe chete, mukadzi anosara ane zemo rinogara nguva yakawanda.
Kana murume achiziva kuti anokasirira mukadzi, bheta kumbowedzera kukwizirira pamberi pemukadzi nokumubatabata dzimwe nhengo dzomuviri nokumukisa zvakadzika zvine rudo. Wozopinza mukadzi ava pedo.

Zemo romukadzi rine nguva yarinowanzoita rega. Vakawanda vanoita mangwanani pakumuka paya. Varumewo vanodaro. Murume anopepuka chombo chakati twii zvokutimukadzi akangopurudzira murume anobva atoda kurapa zemo. Nguva iyoyo mukadziwo anomuka ane zemo rinoda kuti murume awedzere nokubata bata mukadzi. Murume ngaahwisise nguva idzi odzidza kutaura nomukadzi wake seshamwari panguva dzakadai. Munhu anokupa chiuno chake chese kuti uite zvawada, ndiyo shamwari yako chaiyo. Ziva mashoko okutaura naye anowedzera zemo rake.

Manheru pakunovata kana mukadzi akasununguka pamoyo, murume akamugumbatira akamuudza zvinyaya akamuudza zvaaswera achifunga, kana ange ambomutsa kazemo kadiki kare, mukadzi anowedzera zemo.

Zemo romukadzi rinoda kugarokuchidzigwa moto zvishoma nezvishoma zuva rese. Manheru mava mese wochiwedzera huni moto wagara uchipfuta. Kuti murume ava nezemo oda kutanga kuti mukadzi ngaaitewo zemo, hazviiti. Rinonoka kuuya.

Murume asingahwisisi mafambire ezemo romukadzi wake munhu akafanana na dhiraivha asina magwaro ekudhiraivha. Haakwanisi kuita Confidence yokuziva kuti mukadzi wake anoda kuvata naye kupfuura kuda kwake iye kuvata nomukadzi. Ndiye munhu waunohwa achiudza shamwari yake kuti muzuvano mukadzi haasi kuda zvinhu. Mukadzi asingadi zvinhu kushaya mukana wekunakigwa nawo pazvinhu.

Kusahwisisa zvinoitika mumuviri weumwe wako kunokonzera kushaya mufaro mumba uye kushaya zvakavinga mukadzi pamusha uyu. Rudo ndicho chinhu chokutanga mufungwa yomukadzi. Akaziva kuti anodiwa, uye haana competition, fungwa dzake dzobva pazvinhu zvisingavaki dzoenda pane zvinovaka musha. Kuvatwa zvinogutsa kunovakisa musha.

Kuti mukadzi anzi aguta anenge apiwa nomurume kusvika aitawo ORGASM yake, zemo roperera ipapo, kwete kuti murume opedza kudiridzira osiya mukadzi achine zemo. Ngatigute tese mumba. Umwe womusi zvinoitika kuti murume akasire, zvikuru kana anga agarisa asina kutapudzwa urume, asi ngazvirege kudaro mazuva ese. Ukaona zvogaroitika kuti unotangira mukadzi wako. Bvunza Mai Chibwe kuti unonoka sei kutunda.

Mukadziwo dzidza kukasira kubva zezo murume achikukoira. Chombo chapinda, isa fungwa dzako pakutevera makoirire ari kuita murume wako fungwa dzako dzizive kune chombo uye zvachiri kuita uye kuti zviri kunakira murume wako. Rerusa muviri ude kuita Orgasm. Isarega fungwa dzichifunga chimwe chinhu dzichibva pakuiswa apa. chemerera, uye udza murume mahwire auri kuita kunaka kwechombo. Kana maoko ako achikwanisa kwizirira matinji murume achikoira. Tarisa kueso kwemurume uone kunakigwa kwaari kuita nomuviri wako. Uchaona kuti unokasira kupedza kana kupenderana nomurume.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp