Mai E Chibwe: 18+: Basa ReBhinzi (Clitoris) Pamunhukadzi

Bhinzi yomunhukadzi haina rimwe basa rinozikamwa pane zvainoita kuzhe kwekuti inounza kunakigwa kwemukadzi pakurhojana nomurume. 


 Pane zvitsinga zvinohi ma NERVES zvinova izvo zvinokonzera kuti unakigwe pakukwiziwa pamberi pese. Bhinzi ine ma NERVES anopfuura 8000 akangoungana ipapo pakanhu kadikidiki. Tichokombeya nechombo chomunhurume tinoona kuti chine ma NERVES anosvika 4000 ari muchimusoro chechombo chinova chikuru chose pabhinzi yemukadzi.

Zvinoreva kuti kana mukadzi akabatwa zvakanaka nomurume akachenjera, anonakigwa chose kupfuura kunakigwa kunoita murume wacho.

Tinoonazve kuti bhinzi zveshuwa haina rimwe basa. Chombo chomurume chine mabasa akawanda. Kunoti kana achida kuweta, anoweta nomuchombo chake. Kana achida kupa mukadzi urume anomupa nomuchombo. Hino bhinzi yomukadzi yakangozvimiririra iyo chete pabasa iroro rimwe chete rokunakigwa kwemuridzi wayo chete chete.

Saka mubvunzo ndewekuti: Zvinobhowa zvakadii kuva nomurume asingatombozivi kuti bhinzi yacho iri papi chaipo uye asina kana kumboiona kana kuva nehanya nayo kana kuikwazisa kana kutamba nayo? "

Kana waita murume akadai, wana mukana wekumurondedzera nyaya yebhinzi nokumuratidza zvairi. Muratidze imire uye isina kumira ahwisise kuti maitire ayo akangofanana neechombo chake.

Pakuzonakigwa chero ukamurondedzera sei haahwisisi nokuti bhinzi inonaka kumukadzi kupfuura kunaka kunoita chombo kumurume.

Iwe mukadzi jaira kuti murume aone kuti kana maoko oko ari pabhinzi yako uri kunakigwa zvakadii. Zviya kana wakavata manhede murume achikoira ari pamusoro, isa maoko pakati penyu uzvikwizirire bhinzi uhwe pane moyo uku murume achiwedzerawo. Murume ngaahwisise kuti pasina kushamwaridzana nebhinzi yako kunakigwa kwako kushoma. Ukasa dzidzsa murume nezvebhinzi zvoreva kuti iwe muridzi ndiwe hako uchazvionera pakunakigwa nayo pachako wega.

Mukadzi anozvagwa ane bhinzi nechekare asi paanotanga kumera mazamu, bhinzi inotangawo kukura, uye ichigaromira chero avete hope sezvinoitawo chombo chomurume. Kusiyana kwacho ndekwekuti chombo chinotanga kumiri mwanakomana ari mudumbu asati azvagwa. Bhinzi inohi inozotanga musikana ati kurei. Vamwe vanotanga kumakore manomwe kuziva kuti kubata nokupurudzira bhinzi kunonaka. Vamwevo vanozoziva vati kurei mazamu omera.
Mai E Chibwe: Basa ReBhinzi (Clitoris) Pamunhukadzi
Mai E Chibwe: Basa ReBhinzi (Clitoris) Pamunhukadzi
Chombo chomurume vhinopedza kukura ava nemakore 18-21. Bhinzi yomukadzi inoramba ichikura kusvika apfuura makore 35. Vakadzi vakawanda vane makore anopfuura 35 vane bhinzi dzakakura mabazi mana (4 times) pane zvadzange dzakaita pamakore 12-14 pavanotanga kuenda kumwedzi.
Ukaona kukura kwebhinzi yomukadzi imire sokuti zviya ane zemo. Hwisisa kuti pasi payo pane mudzi wayo wakakura ma CENTIMETER mapfumbamwe mukati memuviri wemukadzi kumativi maviri kubva paunoona bhinzi. Ndosaka munhukadzi anhiti kana achiita ORGASM pase apa panohwikwa kunaka kwapo. Kotizve kana chombo chichipinda nokubuda muchitubu zasi kwebhinzi, unonyatsihwa kunaka nokuti chinenge chichigofa nokukwizirira mudzi webhinzi.

Kune vakadzi vasingakwanisi kubatwa bhinzi nokuda kwekuwandisa kwemaNERVES avanawo. Vamwe vevakadzi vakadai vanhu vanokasira kuita ORGASM pakurhojewa vaya vanongoti kungohi chombo mwoo akakoigwa kwenguva yakaita kana maminitsi matatu otoridza mwere iota ORGASM, murume akaramba achimukoira iota futi imwe, zvichienda zvakadaro.

Kune vakadzizve vakawanda vanonakigwa nokukwiziwa bhinzi chero vava chembore dzava kumakore anopfuura 70, sezvinongoitawo varume vanoda chose kurhoja vaava vanhu vakuru. Unoona munhu achiiroora mukadzi ane makore 30 iye ane makore 75, asi mukadzi wake achizozvara vana kureva kuti ari kurhojewa nguva nenguva. Chinoregesa vanhukadzi vakawanda kuramba vachirhojewa vakura kunonoka kunyorova muchitubu. Asi kana akangokwiziwa bhinzi anongoitawo Orgasm sezvaaita achiri mudiki.

Pamberi pevakadzi vakawanda panovavirira zvokuda kukwenyewa nguva nenguva. Chinhu chakanaka kumbotorawo nguva uchikwenya mukadzi wako pamberi pake pese kubva pa chota kuno kumusoro kudzika nepabhinzi nepamatinji kusvika sasi kuchitiubu kwakavakidzana nokushure. Ukajaira kukurudzira murume wako kukukwenya zvinyoronyoro pese apa, sokuti muchiona TV kana kuti muchiita nyaya vana vavata, uchaona kuti anopedzesira ava kungoda kupinza ruoko mubhurugwa mako kana muri mega.

Murume ngaajaidzwe kufunga kuti zvinonaka. Kana ava kukwenya iwewo chisudurusa makumbo umupe mukana. Muudze kuti bhinzi yamira nokuti mutauro waanohwisisa, iri ngari yokuti anoziva kumira kwechombo kuti kunorevei. Kana akwenya mupewo maREWARD akaita sekumukisa kune chido chaicho, kana kumuisawo ruoko mubhurugwa make womupurudzira chombo.

Chinhu chakanaka kuhwa chombo chichimira muruoko gwako.

Garoratidza murume bhinzi kana yakamira nokuti kune varume vanotya bhinzi, zvikuri kana iri hombe. Vanofunga kuti inokuvadza chimwe chinhu. Kana wako achitya, mutaudze pazviri ahwisise kuti bhinzi kanongori kachombo kadiki kasina dambudziko. Kana mambogeza anokwanisa kukisa bhinzi yako chinova chinhu chinonaka kupfuura kupinzwa chombo.

Bhinzi ndiyo HEADQUARTERS yokunakigwa kwemunhukadzi panyaya dzese dzekurhojana mumba menyu.

Bhinzi zvese nenyama dzakaipoteredza inozvimbirira kana zemo rawanda. Bhinzi yomira sezvinongoitawo chombo. Kana zemo rapera kuzvimba kuya kunopera. Asi chinoitika kuvanhkadzi kazhinji ndechokuti kurhojewa nomurume hakupedzi zemo, iri ngari yokuti murume anokasirisa kudiridzira mukadzi. Murume adaro chombo chovata mukadzi achine zemo. Zvadaro vakadzi vakawandisa mudzimba umu vanoita nguva yakareba zemo riya riripo.

Hino kana achida kuvata, hope dzonetsa kuuya. Kazhinji anozoti murume abatwa nehope iye ozvibatabata kusvika aguta, zemo rapera ovatawo hope. Ndosaka tichiti varume dzidzai kuita nguva uchikoira mukadzi wako kusvika atanga iye kuguta iwe wozodiridzera hako mese moita hope dzakanaka.

Kana mukadzi avete hope:

Varume vanohi vanomira chombo vari kupe kakawanda kusvika pa avhareji ye 5-8 times avete hope chaidzo. Vakadzi tinoziva kuti varume vedu vanomuka mangwanani chombo chakati twii chero makarhojana musati mavata.

Vakadziwo bhinzi dzavo dzinomira nokuzvimbirira kana vavete. Kumunhu wese mupenyu, zvikuru vechidiki, ropa rinoenda kunhengo dzapamberi kana vavete hope. Kune vakadzi vakawandisa vanoziva kuti pakupepuka mangwanani unopepuka une zemo uye wakanyorova zasi. Uyezve tinoziva kuti kana uchigara nomurume kazhinji unongosimudzira murume gumbo iye wokupinza chombo, mese muvete wozopepuka motorhojana, ipapo wakatonyorova kureva kuti wange wakanyorova uvete.

Bhinzi nechombo maitire azvo akafanana chose. inomirawo muridzi avete pamberi pese pozvimbirira muridzi asingatombozivi kuti ndizvo zvaitika. Pamwe unozokwanisa kurota uchirhojewa wotohwa kunakigwa chose uri kuhope asi pasina munhu akurhoja. Varumewo vanorota vachirhoja mukadzi zvokuti murume anotosvika pakubudisa urume muhope. Fungwa inenge ichitoona sokuti paita mukadzi wekupinza chombo izvo hapana kurota chete.

Hino ndipo pamuzoona vanhu vaya vakaita sevaporofita venhema vava kukubhadharisai mari vachikuudza kuti une munhu wekuhope wawakaroorana naye (Spiritual wife/husband) izvo bodo uri kungowanza maHORMONES ezvekuvatana saka muviri wako unomisa chombo kana bhinzi kana wavata. Iwe sokusaziva BIOLOGY wototoregwa mari nemakoronyera anoshandisa BHABHERI kuudza vanhu nhema. Iri ibhizimisi ratokura chose muAfrica mune vanhu vasingadi kuverenga mabhuku edzidzo. Zvikuru vekunaana West Africa uko. Kwedu takaita rombo rakanaka pakuti vazhinji vakadzidza. Anayo hake mari yacho yakawandisa regai atambise, ndeyake,

SAIZI yebhinzi:

Bhinzi dzakasiyana siyana masaizi adzo. Kune vakadzi vane masaizi makuru koita vane zvidikidiki asi kunakigwa kwavo vese hakunei nezaisi yebhinzi. Asi kune vamwe vane saizi hombe dzokuti pakurhojana paya inenge yakatomira ichioneka zvokuti inokwanisa kukwizirana nechombo chichipinda nokubuda muchitubu. Saizi hombe ingangonakidza vamwe varume pakuitarisa iri ngari yokuti varume vanofarira zvokuona.

Asizve inokwanisa kutyisa vamwe varume. Kune murume akambondinyorera achibvunza kuti ichokwadi here kuti pakurhojana murume akarega chombo chichikwizirana nebhinzi yomukadzi hachizokwanisi kumira kana ava noumwe mukadzi? Koitazve umwe aida kuziva kuti ndozvo here kuti bhinzi yomukadzi ikagunzva mwana pakuzvara mwana anofa.

Unongoona kuti kune vanhu vanoda kuudza vamwe nhema iri ngari yokuda kuvatengesera mishonga isina zvainorapa.

Saizi yebhinzi inobva pa 5 mm kusvika pa 2 cm kuvakadzi vakawanda asi kozoita vamwe vanosvika kuma 6 cm zvokuti kana mukadzi akadaro ava nezemo bhinzi yake inonyatsoonekwa yakamira zesvinoita chombo. Hapana chinotyisa ipapo murume anongopinza chombo nechepazasi pebhinzi yomukadzi wake vonakirana vakadaro. Saizi yebhinzi hainei pazviri.

Kuchengetedza utano hwebhinzi

Bhinzi yakafukidzwa neganda rakatsetseka kurubata rinova ndiri kanda rakagadzirisa matinji. Rinosinira oiri inoitisa hwema hwemunhukadzi. Oiri iyi inouzva bhinzi kuti igare yakatsetsekawo uye yakanyorova upenyu hwako hwese. Kana ukaita nguva usina kugeza pasi peganda iri unokwansa kuita gweme sezvinongoitawo varume pasi peganda rakafukidza chimusoro chechombo. Gweme rinoitira kuti usakwanisa kukuvara musoro wechombo kana bhinzi. Harina kuipa asi kungoti isu vanhu hatiridi nokuti rine hwema hwakaipa. Saka unofanira kuhwisisa kuti unogeza sei pamberi.

Panhu apa panoda kugezwa zuva nezuva. Kana ukahwa paita hwema, funga kuti kamwe chete pavhiki, zvikuru kana uri munhu anogaroita zemo achisinira oiri iya sezvandareva, unokwanisa kugeza nesipo nemvura, wobhenengura matinji wogeza pasi peganda rakafukidza bhinzi yako. Wopageza ne Vinegar. Unombonyika donje muvinegar wonyatsonyorovesa pese pamberi (usaisa muchitubu) womboira kwekanguva 5minutes , wozogeza nesipo. Vinegar inouraya mabacteria anoitisa hwema hwakaipa. Wadaro chimbomira vhiki yese usinazve kudaro.

Mishonga

Kune vakadzi vanotaura kuti mushonga yechivanhu yakaita seyemufuhwira inoshandira zvinhu zvinotanga zvakwizigwa pabhinzi yemukadzi muzvinamushonga kuti murume aite fungwa yokungoda iye chete chete. Uku kungotaurawo hako nokuti kana iwe uchiziva mushonga wakadai wekupa murume, zvoreva kuti mahure ese emraini anouziva saka ese achapa murume wako mushonga wacho. Zvozodii. Ingodzidzsa murume kufarira bhinzi yako kuti iwe ugofarirawo kutamba naye nokuda kwekunakigwa kwete zvekutaura nhema dzemishonga izvo uchitambisa mari.

Kunyika dziri kumusoro kweAfrica:

Kunyika dzechiArabhu nedzimwe dzemaKristu dziri kumusoro kwe Africa vanoti kana mwanaskana asvika makore 13, vanomubata vomucheka bhinzi kutobvisa chaiko. Izvi zvinoitigwa kuti vakadzi vasahura. Kuri kusahwisisa kuti bhinzi ine mudzi wakakura chose unoita mukadzi anakigwe chero iko kabhinzi kasipo. Uyezve zemo haribvi pabhinzi, rinobva mufungwa saka hazvibatsiri chinhu. Kana ukazikamwa kuti wakacheka mwana bhinzi, unokwanisa kusungwa.
Chimwezve chinhu ndechokuti mazuvano edu vanhu tichifamba famba kunyika dzakawanda usangoti wasanga nomusikana akanaka kutarisa wotoda zvokumuroora. Tanga wahwisisa kuti akakura sei nokuti anokwanisa kunge asina bhinzi. Hameno kuti unogaropatarisa uchifungei nezvaunoonapo.

Varume:

Kana wada kuhi PRINCE wekugona kurhoja, wirirana nebhinzi yomukadzi wako. Kana une mukadzi asingaiti orgasm nyore, imbozama kumubatsira nokurezva bhinzi yake. Asi hwisisa kuti kune vakadzi vasingagoni kuti bhinzi dzavo dzikwiziwe nokuda kwekuti dzine SENSITIVITY yakakurisa. Kana une mukadzi akadai kwizirira nyama dzakatenderedza bhinzi uye matinji ake. Kana une mukadzi ageza, pota uchimbomusvitsawo rurimi pabhinzi yake. Rurimi gunonaka kupfuura chombo muchitubu nokurekure, zvokuti mukadzi akakwanisa kurerusa muviri murume ari pabhinzi norurimi achikwizirira mukadzi haanonoki kupangura mhere yokunakigwa. Kana une mukadzi anononka kunyorova muchitubu, unokwanisazve kumudaro mambogeza,

Asi ziva kuti kune vakadzi vanongofunga zvemishonga saka tanga wataura naye kuti akududzire kuti bhinzi yake iri papi inoita basa rei uye kana ari ega anoiita sei. Zvadaro chikumbira kuva shamwari yebhinzi yake yepamoyo. Kana azohwisisa kuti unoda bhinzi yake sezvaanodawo chombo chako, chipota uchisvikako uchiita nguva uriko, wongozotiwo umwe musi uchimukisa guvhu, wodzikira zasi zvishoma nezvishoma kusvika wasvika pabhinzi. womboitambisa norurimi, wokwizirira norurimi, woirezva norurimi.

 Kuti arege kukubatirira musoro uripo zvinonetsa. Kana akubatirira chiti hekanhi waro uchipedza ngiuva uripo.

Uchaona kuti mumba kupopota, kufoya, kudii kudii, kunoita kushoma. Asi tinosvoda kukumbira varume vedu kudzira zasi norurimi veduwee. Ingodzirai mega pasina akumbira. Bhinzi inonakigwa norurimi gwemurume zvisingatauriki.


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.


Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.


Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offence). The views shared in this article may not necessarily be the same as those of the brand.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp