2. Before you cook, enda mutoilet first.... kwete kuzosiya poto ichikwata womboenda kutoilet.
Usachinjanisa basa remu kitchen nemu toilet. Zvinosemesa.
3. Take time to cook ur food well usingapise. If possible, garira mapoto ako urimo mukitchen. Kwete kumbondoona soapie wodzoka poto yonhuwa kutsva. While madomasi achiibva or sadza richikwata, pukuta nekurongedza cupboads, fridge or kusuka zvawange uchishandisa.
You maintain clean things before musi wespring cleaning.
Vamwe mai pavanobuda mukitchen ungati mange muchibikirwa mahumbwe netwuvana ten. Be neat.
Vamwe kana house-help akaenda kuweekend anodzoka achisuka cupboard yese kubva Saturday breakfast kusvika Sunday supper. Shandisai zvishoma muchisuka. It shows order.
4. Vana ngavarare vakarongedza their school bags. Uniform nazvese zvekushandisa makuseni zviri panze (out of the wardrobe). To avoid kugwedebudza makuseni vachibvondonyora nekudonhedza wardrobe yese ne anxiety yemangwanani pasisina time.
Even yourself, rara waziva hembe dzamunopfeka iwe nahubby mangwana, and warongedza handbag yacho inoenderana. Makuseni zvinoita easier and faster.
Pane kuzoti makuseni, mai vari busy kutsvaga handbag nebhutsu zvinoenderana nehembe yavanoda.
Baba trousers ravanoda kupfeka harina kuayinwa, tie haipo. Mwana haasi kuona rimwe socks, atosvibisa juzi ne shoe polish achipolisha bhutsu makuseni dzakarara ne dust.... mai vachiona maSoapie vari paWhatsApp till mhuri yese yarara.
Amai voitira munhu wese hasha kuti hapana anondibatsira...... they expect too much from me
Yet mhuri yese havazive kuti vokubatsirai sei nekuti hamuna kurongeka mhai.
Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.
Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Instagram, Instaclips and all social media.
0 Comments