Read This: Madzimai Ane Vabetseri Mumba Teererai!

1. Kuve maid hakusi kuda and hakuna vanonzi ava ndivo vanofanira kuita ma maids.It is her.But it could have been you. Ukanyanyatsopanzwisisa apa wakutanga.

2. Ipai ma maid mari dzinokwana. They have the same needs as you and any other person on earth. Kana uchipa maid mari yekuti haikwane paper bag regrocery unenge uchida kumboedza kuti adii? Moyo wako ngaurwadze kuona mumwe munhu achirarama like that.

If you honestly cant afford a maid, please dont have a maid. Tsvaga hama inokubatsira or kana pasina, just plan your life uchiziva kuti you cant afford a maid
Read This: Madzimai Ane Vabetseri Mumba Teererai!

3. It is not right kuti maid ndiye anotanga kumuka pamba like kuma 5 and ndiye opedzisira kurara vamwe vese varara. Conscience yako ngairove nekuti hutsinye ihoho

4. Hazvina kunaka kuti mukadzi mukuru arare mukitchen.That is not right

5. Dyirai pamwe na maid not kuti anodyira kwake ega. She is still human

6. Musapopotere ma maid.Tsiurai nerudo.

7. Ipai ma maid ma off at least once a week. She has needs too.
8.Maid haawachi mabhurugwa enyu please kana hembe dzababa or anything chine chekuita nababa.

Ane nzeve ngaanzwe nhasi.

Ndatenda

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Instagram, Instaclips and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp