Wakamboona here zvinoitika pamuchato - chikafu chinenge chiri tii.. mhururu nemuridzo jahwi...vanopemberera vakazara... bridal team, mufundisi, flower girls kwozoti bride and the groom...ukasvikapo ungati vaperekedzi ndivo varidzi vemuchato.


Ungati madzitete ndivo varidzi venyaya asi muchato iri ndewevaviri vakanyarara avo zvavo...hushamwari hwabest man/girl nemuchati hunoperera high table pavanenge vachidya asi kuhoney moon havakutsike, no pastor, no vatete, no bridal team... nyaya yasarira varidzi vemuchato after the wedding nekuhoneymoon - mufaro ndewavo.
Muchato- Wedding

Zvakadorowo hama nedenga, Kristu murume wekereke paachauya kuzotora vake for the honeymoon in heaven ndipo pamuchaona vakanga vachiperekedza vamwe kumakereke. Vaperekedzi jahwi asi all the preparation yaiitwa nevazhinji yaiperera mukupururudza nekuhigh table asikwete kuhoneymoon... hama yangu siya vanotamba dzavo vatambe... iwe revesa pamberi paMwari... siya mbeu nemasawi zvikurirane, zvichasangana naye iye mbune Jehovah pazuva racho... kana wada zvaMwari ita zvaMwari...ukada nyika ita zvenyika don't be lukewarm..."

So, because you are lukewarm--neither hot nor cold--I am about to spit you out of my mouth" (Revelations 3:16)

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.