Rongera Muvengi, Usamirire Kuti Akurongere!

Scripture:, Vatongi 16:3. Samson akaziva kuti vaFiristia varikuda kumukirira kuzomubata mangwanani, iye ndokumuka pakati peusiku, akadzura masuwo eguta akaatakura akaenda nawo.
Ndiyo inoda kuitwa madimon ekudzinza kwenyu, vanenge vachi planner kukubata kwaedza vabate ivo usiku.. Ndava vavengi vanonyanya kuita advantage usiku vachishandisa rima, but Samson akaturner matables akaintroducer nyowani yekuti kana uchida kutuka satan use his own launguage. Use his advantage as your advantage. Pane imwe prayer inoda usiku zvekuti varoi vanozosara vofamba iwe wakavadzurira macity gates, wakavabvisira entrance.
Apostle Pride Sibiya
Satan akakusosera upenyu hwako usiku achida kuzokubata kwaedza anoda kurohwa counter atack yekumuka achiona pasina zvaakakusosera nazvo zvacho.
Taakuda vatendi vanonyumwa kuziva kuti pane vari kusosera nzira dzangu kuti vazondibata, iwe wochimuka usiku kunamata zvino destoryer the plans of the devil in the same night by fire by thunder..
Ndakuda kutakura macity gate evavengi kuenda nawo mugomo reHebron. Hebron zvinoreva kuti "society or friendly." Tsano kwandakuda kunosiira muvengi ndiko kunonzi kumapena.
Tichadzamara taakuwirirana nevaiisa rusosa mulife mangu. Ndinotakurira magedhe kugomo.

Wonzwa Bible roti ruponeso rwangu runobva kumakomo Psalm 121:1. Zvaakuda kukwidza minamato wakatakura mitoro yako wonoisiya pachikomo che calvary.
Potawo uchimuka pakati peusiku uchinamata iwe, mamwe magedhe anoda kudzurwa muvengi akarara.

Mwari akuitirei zvakanaka pese pamuchafamba ndinotaura nyasha nekuchengetwa kunemi vana vaMwari INZWAI KUVERENGWA KWESHOKO RAMWARI NEKUTI IDZVENE.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp