2. Ukaona uchigara zuva rose, svondo kana mwedzi usina kumboverenga bhaibheri or Prt 1/2, ziva satani arikuda kuita basa newe.
3. Ukaona uchifona, kana kudaira fone, kana kutaura paWhatsApp uye kuzvitora mifananidzo chechi ichiitwa, ziva kuti satani arikuda mweya wako.
4. Ukaona usingatore nguva yekunzvera shoko raMwari, kana kuverenga bhaibheri, prt 1/2 eKutumwa ... Hama yangu satani arikukuomberera maoko ... Tendeuka.
![]() |
Apostle Pride Sibiya |
6. Ukaona uchigara wakabata fone munguv yekunamata kana nguva yekudzidza bhaibheri kuto ukurumidze kudavira kunyaya dzawatumira kuvanhu, ziva satani arikukuridzira ngoma ende urikuitamba usingazive.
7. Chaunotanga kuita uchimuka iWhatsapp, chaunopedzisira kuita usati warara iWhatsApp, ziva satani ari kuraramira munharaunda yako.
8. Ukaona uchitendera kurarama muchivi nekuti Jesu akakufira kare pamuchinjikwa, ziva satani arikuda kukutevera mweya wako.
9. Kuona zvinhu zvose zvakashata mukereke kwako, kuvatendi vose, ziva kuti satani wakubata.
10. Chekupedzesera ... Ukaona waverenga ndima iyi worega kugoverana nevamwe kuti usunungure nekutora avo vakubatwa nasatani. Zvoreva urikuti ... "SATANI URIKUITA BASA GURU RAMBA WAKADARO"
Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.
Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.