Ko Seiko Vafundisi Muchishatisa Bonde Kudaro?

Seiko vafundisi vachibva vashatisa bonde kudaro? Ngatiratidzane zvimwe zvatinoita tichiti kunakirwa chete asi usina kuziva kuti kumberi kwekunakirwa kunei. Inzwa zvinotaura shoko


1 Corinthians 6:16 "Do you not know that he who unites himself with a prostitute is one with her in body? For it is said, "The two will become one flesh." Apo Bible ririkureva kuti ukarara nemunhu pabonde it mean mave vamwe chete panyama (muropa rimwe chete). Chifunga kuti chii chinoitika kana warara nemumhu aneropa rekumba kwavo rinoteverwa nemweya yechihure. Zvoreva kuti newewo zvakare watorana nemweya yechihure pawarara naye.

Inzwa, unoziva here kuti vamwe vanhu vatinorara navo vene mweya dzinotevera ropa ravo dzakasiyana siya vamwe vane mweya yehurombe, yekuroya chaiyo vamwe yekasarorwa kana kuroora vamwe yesabudirira zvekuti akapinda basa anopabuda chete vamwe vane mweya isingadi kuti vazvare vana.
Ko Seiko Vafundisi Muchishatisa Bonde Kudaro?
Yese iyi imweya inotevera ropa rinova riri munyama. Chifunga kuti paunoti warara nanhingi mangwana unemumwe futi kuswera mangwana hatichataure, chifunga kuti mweya mingani yauri kutakurana nayo ipapo. Vanhu vangani varikugara mumweya mako? Kana vamwe venyu makuzozvara vana vozoita marombe kana kuita tupfambire musazotoke Mwari ndapota nekuti ndiwe wakazvi unganidzira Mweya yakaipa muropa rako pamusana pebonde chete.
Bonde rakanaka zvikuru zvekuti ,asika rakaitirwa vakaroorana CHETE hazvina kunzi ndere vanodanana. Inzwazvinotaura book 1Thessalonians 4:3 "It is Gods will that you should be sanctified that you should avoid sexual immorality." Umwe munhu ndinoziva kuti izvezvi wakutodemba kuti ndakazviitirei but dakukuudza kuti Mwari anoda vanhu vakaita sewe manje thus why akati mushoko rake 2 Corinthians 5:17, "kana munhu ava muna Kritsu chava chisikwa chitsva zvakare zvapfuura." Saka usadembe hako uchiti yadeuka yadeuka NO. Ukauya kuna Mwari anobvisa kese kakaipa kari muropa rako iwe.

Vafundisi havasi kushatisa bonde, mufundisi wese anokurudzira rudo nebonde pane vakaroorana kwete pane vasina kuroorana nekuti rinokonzeresa kusungikana pamweya! Vafundisi varanda vamwari vekukubatsira kubudirira muupenyu pane zvose!

Ita Hameni kana wandibata mushe mushe ipapa!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.
Soul ties
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp