Dzikinuro: Zvinoratidza Kuti Uri Kutambudzwa Nevarume Kana Vakadzi Vepamweya

Hezvinoi zvimwe zvezviratidzo zvaunofanirwa kungwarira:

1. Varume kana vakadzi vepamweya vanokonzeresa kunonoka kuroora/ kuroorwa kana kutadza kutoroora/ roorwa kohupenyu hwose.

2. Kurambwa kana kusemewa nevarume kana uri Mukadzi kana vakadzi kana uri murume.

3. Kugara uchirota uri pabonde.

4. Kutambudzika kuzhinji muwanano.

5. Kutadza kubara mwana mushure mokunge warota uri pabonde.

6. Kutadza kugutsa murume kana Mukadzi wako pabonde.

7. Kurwadziwa kukuru kana woda kuita zvebonde.

8. Kusada kuroora kana kuroorwa.
Mweya yekusaroorwa.
9. Kukasika kutambudzika nechirwere chekupisa kwemuviri.

10. Kutadza kutevera/ kuenda kumwedzi kuvakadzi.

11. Kuzvitakura kwenguva refu kudarika yauno fanirwa.

12. Kungonyangadika kwering yemuchato.

13. Kungodzingwa pabasa kana kuparadza pfuma mushure mukoroora kana kuroorwa.

14. Murume/ Mukadzi wako anongotanga kukuvenga pasina mhaka.

15. Kurota wakazvitakura.

16. Kurota uchiyamwisa mwana kana kungobuda mukaka pazamu iwe usiri kuyamwisa.

17. Kutadza kubara vana.

18. Kunhuwa kunyangwe wageza.

19. Kurota nguva zhinji uripabonde.

20. Kurota uine vana nguvadzose.

21. Kurota uchichata nguva dzose.

22. Kutadza kurarama hupenyu hwakarurama.

23. Kungorambwa nomurume/ mukadzi angaakuvimbisa kuroora.

24. Kungomuka wakaneta mangwanani oga oga.

Gamuchira Jesu ikozvino woendawo kukereke kunobatirana nevamwe pamweya.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp