Unoziva zvinoitwa hembe iri kutengeswa, wese afarira hembe iyi anogona kuiyedza even asina mari yacho yekutenga anongoenda, kubhero unzwa voti kuyedza mahara zvekuti mutengesi akasangwara hembe inosvibiswa kana kubvaruka vanhu vachingo yedza vasinga tengi.
By Anna Tafadzwa (Praying Woman Groups)
Vamwe venyu muri kusiya varume vakawanda vachikuyedzai nevamwe vasingambozo roori anongo yedza chete. Joshua 2 tinoona isu nyaya yemwanaskana ainzi Rahab shoko rinoti she was a prostitute, but Nyasha dzedenga dzakazomuwana akaroorwa akaitawo imba yake and in Matthew 1:5 tinoona isu Rahab featuring in the genealogy of Jesus.
Musikana |
Rahab akazopinda hake mugwara raMwari asi anga ambosiya varume vakawanda vachimu yedza. Ko iwewe mwanasikana zvauri kusiya ma sugar daddy achikuyedza, mu church vanokureva vakomana nokuti hapana asina kukuyedza, hanzi haa uyo here ndakato pfuurawo nepaari.
Mu street vanokureva baby girl hanzi uyu haanetsi ..... One na one watopinda chingomutengera ka airtime .....east target
God has a purpose for you, usaita sa Rahab akazopinda mugwara raakatarirwa nedenga way after ambozamiwa nevarume vakawanda
You have a purpose
You are a vessel of honour
God loves you
Be blessed
Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.
Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.