Haisi nyaya yerunako, asi inyaya yehunhu. Respect to all mayellow-bone tinawo pano paFacebook, mapics avo malikes hobho, masahwira zvuru nezvuru, vatema vacho vachi chata every Saturday. Hauchate nekuti uri yello or black-bone. Unochata nenyasha dzaMwari!
Hanzi vamwe, ukanyatsotarisisa varikutsvuka vakura, uyuwo vamwe hanzi vakatsvuka kumusoro chete, zvakaoma hazvo asi iyo ino weekend muyellowbone atengerwa ka1 room muhotel or motel or lodge asi muridzi wemurume ane full house.
![]() |
Apostle Pride Sibiya |
Imiwo machinda musapedzere vana nguva muchivanyepera kuti mucharoora imi muri kuda kungofara.
Mwari ngaakupe nyasha dzekuti uwane zvawanga usina kana kufitwa nazvo! Zvekubiridzira ngazvipere nhasi! Nyangwe wanga usina kufanira ndaakunamata kuti ufaniriswe nenyasha; nesu madongi topindawo!
I declare success in your:
Marriage
Relationship
Business
Spiritual life
Walk with God
Finances
Children
Hopes and destiny
In the mighty name of Jesus!
Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.
Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.
0 Comments