Zvirevo 21:9 "Zviri nani kugara pakona yedenga remba, pano kugara mumba nomudzimai anokakavara."
Vazhinji vari pano vaunonzwa vachiti heee hubby haana nguva neni heee haada timbo Enda out tese timbo fara tese semhuri my question to you is uno farika newe here. Vamwe vakadzi ingori kwindi pese pese. Iri zino rake iri haurioni pose pose kana akato sekerera Ziva Kuti mufundisi vari padhuze ndovari kupuwa smiri asi murume wake haasekererwe ehe hewo muvhunzo, wakapedzeserawo kumusekerera rini murume wako uyu.
By Prophetess Anna Tafadzwa (Praying Woman Groups).
Grocery chairo akatenga unongobuditsa ka fake smile. You no longer appreciate your husband for the small good things he does. Ukatumirwa message yerudo unopindura ne rough (kwakanaka here, ASI yarasika) kokumboitawo playful navo daddy Ava.
Haukwenyeke akatozama kukukwenya pasofa achida kutamba newe wototarira side uchiswedera kure kutoratidza Kuti Uri kubhowekana naye. Kuto zama kusekawo newe woto wedzera volume ye Telemundo hanzi mukunditadzisa kunzwa
![]() |
Apostle Pride and Pastor Anna Tendayi Sibiya |
Bhaibheri robva zviri nani kugara pakona yedenga pane kugara mumba nomudzimai anongo kakavara. Unonakidzawo here kugara newe kana Kuti ingori nyonga nyonga all the time.... heee wazodai heee hauna ukadai the man knows no peace in his house ototi better kunowonera soccer Ku bhawa Kuri uncomfortable kwekutu TV inenge iri mudenga unobvako huro yorwadza nekungoi tatamura Kuti unyatso kuona pane kugara mu leather sofa ndichioona soccer nemunhu Ari kungondi tsvagira mhosva.
Kungopinda pa door imhosva dzoga dzoga dziri kungotsvagwa.... Kutozamawo kuita ka joke Na Mai Susan havaseke, kungoseka ne what'sapp yake chete.
Assignment: Take time to smile at your husband!
Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.
Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.
0 Comments