Maid munhuwo mufunge. I just want to remind each other that maids are human beings just like all of us lets respect them and treat them equally as we would want others to treat us.
Hupenyu hwa-maid in most families
-Anogara pasi chero pane sofa risina munhu.
-Anodyira kukitchen haauye kudining kana ku lounge kune vamwe.
-Anoita T.V yekudongerera arikukitchen kana ari ma movie angatomaone masikati kana madam vaenda kubasa kuti aone T.V nevamwe anonzi kondiro wadzisiya nani.
-Anogara akapfekedzwa mazi uniform aya anenge mazi dress ekujeri.
-Kuti apfekewo zvakanaka hunzi anozokwezva baba vepo so to save her job anofanirwa kupfeka mazi skirt aya mazigibvururu akarudunuka kunge saga rekuteyesa zviuta.
-Anongobuda gedhi neSunday chete chero pamba pasina zvekuita during the week.
-Haatenderwe kuita mukomana hanzi urikuswera uchiita zvevarume panguva yebasa apa musikana abva zera ane ma feelings just like any other human beings.
-To add an insult to an injury anowachiswa nezvigamandove.
Maid |
She is a very important person in the family treat her as such. I will conclude by asking you this question: do you want your boss to treat you zviri bhoo kubasa kwako? Go and treat yo maid the same way u would want yo boss to treat you.
Remember " Whatever a man soweth, that he shall reap,"(Galatians 6:7).
Change yo attitude and how u treat yo maid she is not yo slave.
Stay Blessed.
Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, Twitter, YouTube, Instagram, Instaclips, Periscope, Telegram, Whatsapp, Google+, and all social media.