MUST READ: Usanyeberwe, Ane Nhumbu Ndiye Anotoita Manje!

Ukaenda kumaternity ward unonzwa mamidwives shouting at the top of their voices 'PUSH' Kana zvadaro woziva kuti pane zvakuda kuitika. 

Ko ane nhumbu ndiye aneyese because asina nyangwe akanzi "push" hapana chinobuda. Nhasi ndanyorera iwewe unenhumbu yebasa raMwari, nhumbu yekubudirira, yekukunda nyika, yekuvabig businessperson, yekumisa marriage, yekupfuma!!!

But pane nyaya manje ndepapa, mwana haangobude because the midwife said push NO. Ane nhumbu yacho is the one who pushes ... yes she is in pain but she has to push in order to give birth akaita nungo mwana anofira mudumbu.
Usanyeberwe, Ane Nhumbu Ndiye Anotoita Manje!
Zvodaro nepakunamata mfundisi can preach the whole Bible to you, asi zvinoda manje kuti iwe uite PUSH on your own. Ukaita nungo dzekunamata you will never give birth to your promise. Your breakthrough will not come

You will not realise your miracle

Yes, its PAIN - PUSH then PRODUCE zvinombooma unombochema but you must push, this is not the time to give up
Mfundisi pake aita,iwe chiita pako
P-ray U-ntil S-omething H-appens (PUSH).

Cry if u must, groan if u have to, but keep on pushing

Pray without ceasing.

Be In Church and always respect your marriage!

Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Whatsapp, Instagram and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp