Ziva muviri wako usati wapfeka hembe.
Ziva painotangira nepainoperera kuti vanhu vakuremekedze.
Vasikana nemi vakaroorwa musakurudzire kushama ,zvinobvisa chiremerera.
Be smart at all times.
Dont be a busy body, do projects and work hard.
Exercise and maintain a managable structure.
Be teachable and accept corection. PLEASE.
Be a mother or lady who understands Scripture.
Know your friends
Put order in your houses and hate dirty.
Bath twice a day. GEZAI MUCHIENDA KUNORARA. MAKAGEZA KUSENI, MOSWERA MUCHIDIKITIRA, MAVAKUNORARA GEZAI KUITIRA HWEMA.
Hapana chakaipa pakuzora mafuta enyu asi zorai mafuta musazozorwe nemafuta kumeso netsiye.
Jewellery yakanaka asi ikawandisa unoita n'anga kana kuti clown.
Musatore mafashions kubva kune vaimbi vasinganamate Mwari that spirit inopinda mauri.
Kana usina kurairwa kumba kwenyu semukadzi wakaroorwa raiirika pano uve munhu akakwana anova pasi pomurume wake.
Girazi or mirror nderekuzvitarisa usati wabuda mumba kwete vanhu, havasi mirror yako coz vamwe vanonyara kukuudza chokwadi, vamwe ndivo vanokudzikisira.
Kana uchida kuona hutsvina hwemunhu kadzi chek what she cooks; her bedroom; kitchen; yard outlook & toilet and not what she wears.
Iva nevalue like mukadzi kana musikana ari pana PROVERBS 31.
Simbe kumujuru
Usanyeya vanhu nokuti uri munhuo.
Usafunge kuti wakanaka kupfuura vakawanda kunze uko zvekuti runako rwako runosvika pakukupa arrogance instead elegance.
Usaite competition nevanhu, be unique.
Dont over-eat and dont under-eat, be neutral.
Fight jealousy
Have your own label in life.
![]() |
Vasikana, Vanamai, Vanambuya! |
Increase in bussiness
Usafurire vana kuva mapenzi asi varovedzere kuva vakanaka pamwoyo.
Have a vision
Usamhanye kunoroorwa usati wagadzira hunhu hwako uye maturity
Varume vazhinji ask themselves kuti did i make a rightful choice or dai vaipihwa mukana now, many ladies hamaidzorerwa mudzimba.
Love people dont select
Usada masofa ako kana holiday yako kukunda vamwene vako
Iva munhu anonamatira spirit of discerment katatu pazuva, maporofita enhema ari kuwanda ende ari kunyanya kutsausa isu vakadzi.
Usada mai mufundisi kana mufundisi kukunda murume wako, vana nehama."If a man says, I love God, and hates his brother, he is a liar: for he that loves not his brother whom he has seen, how can he love God whom he has not seen?", 1 John 4 verse 20
Fight lust and chipfambi
Simudzayi chechi nehunhu hwakanaka, mashoko akanaka, kupfeka kwakanaka, kutaura kwakanaka, kuwadzana kwakanaka, kukokana, kudanana
LADIES OF VALUE ARE VALUED BY ALL.
Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Whatsapp, Google+, Instagram, Instaclips and all social media.
0 Comments