![]() |
Housewives |
Kana manetsana nemurume, pedzeranai mubedroom moitana sorry. Ukaona uchiita MOOD inopedza zuva kana mazuva ziva kuti rademon rakupinda. Hasha dzimwe idemon and if you don't pray seriously about it rinokura munhu ozogumisa amuroyi. Mwari ngaakubatsirei ana mai. Vamwe mudzimba menyu hamugarike kana kushanyika nenyaya yekuve tsvuura muromo. Chokwadi Mwari vachiri nebasa nevazhinji. Murume akakuitawo sorry, dzorekawo. Vamwe mune demon rekusaregerera kuti ambozviitirei. Ponai imi mai, ndopamazve ponai.
Mwari akakuitira nyasha kuti uvewo nemba yako but vazhinji you are abusing your husbands nemashoko, mamoods nehasha dzisina basa. Vaenzi havakupedzere chikafu. Vanongouya nguva diki vodzokera. Dzidzai kubata mueni zvakanaka. Exercise good hospitality. Mueni achisvika unopawo chikafu. Mueni haabvunzwe kuti, "muri kuda drink here, mune nzara here??" Kunyima ikoko. Ingotsveta chikafu patafura munhu odya. A visitor should feel welcomed. Kudyirwawo chikafu nemueni its a blessing. Musape tea mueni kunopisa.itawo zvinoenderana neweather. Taurawo naye, mubvunzewo kwaabva kuti kwange kuri sei? Kana ashanya for the first time mutaridzewo kune toilet kuitira akapreswa anoziva pekunanga. Vazhinji netechnology yakati kuuya hamubve pawhats app, pamalaotop enyu. Please kandai kure uko. Mueni anoda kupiwa full attention.
Same same nababa vabva kubasa, siyanai nemawhats app. Give him attention. Mukadzi chaiye haaiti daka nehama dzemurume, she is loving,caring and she is a peacemaker, mukadzi chaiye anosimbisa marriage yake neminamato, anorespecter Baba. Ziva zvawakaroorerwa......Kwanhasi togumisira pano. Dai Mwari akubatsirai dzimba dzenyu dzave nerugare. Akuruma nzeve ndewako.
SEND THIS TO EVERY WOMAN YOU KNOW!
Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, Instagram, Instaclips, Google+, Whatsapp and all social media.
0 Comments