Imba is made up of four categories:
Kitchen ... Bedroom ... Mubatsiri akakwana ... Kunamata.
1. KITCHEN: Bika nguva iripo... Bvunza dad kakawanda kuti vanoda kudyei ... Mark his favourite food and prepare that often.
Dzidzirawo mamwe ma recipe manyowani weekly.
Don’t wait kuti murume abvunze chikafu.
2. BEDROOM: Gara wakatsvinda ... Bvudzi remuma armpits nerepa maprivates ngarigare rakaveurwa kuita musvuu chaiko.
Kana achida matinji dhonza ... kana asingade chingosiya anopera ega.
Pfeka zviri se*y mubedroom.
No cotton.....no maku socks akangoti bvurruuu....no ma night dress marefu....no bhurugwa.
Ibva kunogeza wakamonera tauro chete wakapfeka mahiri....zora mafuta pakati pezvidya wakamutarisa wakagara opposite him.
Chemerera pakukoirwa don’t hold it.
Bvunza dad pavanoda kubatwa nemabatirwe acho
Ita izvozvo
Usangomirira kutangwa chete all the time....That is annoying
Chinjai ma staera pabonde
Tengawo ma pantie akabooka pakati
Usatya murume wako kumuudza zvaunoda nezvaunoda kuitwa....Hauna kuroorwa neshumba kwete...be assertive...be confident
Dzidzira chikapa
Tarisa murume mumaziso achikoira
Support murume wako kana akaita ma challenges nenhengo yake pabonde
Usafe wakatanga masturbation
Kana wanga waijaira pliz stop with all will-power and prayer
![]() |
Mai nemwanasikana |
Mukadzi chaiye anoitawo ka income kake pa side
Hatidi vanhu vanotikumbira chero nemari yema pantie-liners kana nail polish chaiyo munyu kana chingwa
Ida hama dzemurume kunyanya amai vake
Asingakude ramba uchimufarira
Don’t complain tunhu twese-twese tumwe turi so little
Hatidi vanhu vanoti vakatsamwa voita chiramwa kana kungoti zii!
Zivawo ma topic ari wide like geography... politics...bhora a bit...history and general knowledge.
Hatidi kungounzwa kuti nhingi adai muvhango yadai
Tinozoswera tangove pa facebook kana pa app nekuti unenge uchibhohwa
Usapopotere murume
Usapindira murume achitaura atsamwa
Mukadzi kwaye anonyarara ozotaurawo hasha dzaserera
Mumba hamuna huhandinzwarwo....mumba hamuna kunzi Iwewewo unodai....murume ari kukutsiura or akatsamwa.
Hazviitwe
4. KUNAMATA: Mai vemba must spend more time in prayers than kumaraini
Satan is fully engaged kuparadza dzimba
Prayer guides and protects.
Then finally!
Kana murume akatanga kukurova, usashinga.....Unofa
Better be divorced and alive thn in the grave or crippled
Murume akatanga kuhura shandisa protection or if u cannot ibva
Hutachiwana huriko
Raising your children alone is far more important thn letting thm see yo unhappiness
It affects them in a serious fashion
Don’t listen to those who will ask u kuti wamborohwerwei
Hakuna reason inorohwerwa mukadzi
Don’t listen to those vanoti hakuna murume asingahure
They can not cure HIV.
And ivo kana vachibvuma kuti they are just nothing but mere mops in the hands of men ndezvavo
Stay Blessed!
Follow Apostle Pride Sibiya on Facebook, Whatsapp, YouTube, Google+, Twitter and all social media!
0 Comments