Pana Acts 3:1 tinoona John naPeter vachienda kutemberi kunonamata and the next verse toudzwa nezvemunhu ainge akaremara aienda kutemberi kunopemha mari kune vanhu vanenge vauya kuzonamata.
One place (temple) but different missions, vamwe vauya kuzotsvaga Mwari and vamwe varikutsvaga mari.
Haazi munhu wese anouya kuChurch with a mission yekunamata, vamwe vane dzavakateya, umwe akavinga potluck yamunopa every lunch, mumwe akavinga maBusiness opportunities and connections, mumwe akauya kuzotsvaga marriage partner, umwe mari, umwe arikungouyawo kuzotandara nevamwe since asina zvekuita.
![]() |
Musikana |
On top of that also, zvibvunze pauri iwe kuti chii chauri kuendera kuChurch, is it really to worship God or une dzako dzawakateya, let your motive be pure. You might fool people but not God.
Matthew 7:21 "Havazi vose vanoti kwandiri Ishe, Ishe vachapinda muvushe hwokudenga. Asi unoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga."
Please follow me on Facebook, YouTube, Twitter, Instagram, Google+, Instaclips, Whatsapp, Periscope, and all social media.