Mhando Nhatu Dzaana Tete

There are 3 types dzaana tete:


Tete 1:

Ava ndevaye vanoti tisu vanhu vacho makatiwana tiine hanzvadzi yedu and muroora dance to my tune. She is always against muroora ava they prefer small house than ari mumushe. We call them mharadzi
Vatete nemuroora

Tete 2:

Ava they are in between they act as if they want to help muroora bt behind her back vanomuita party. Havadi kubuda pachena where they stand. Kumboitirwa chakanaka muroora anonzi atadza. Vane guhwa risingaite.Ava inyoka iya inonzi tsukukuviri. They are dangerous.

Tete 3:

Ava ndivo vaye vanotora muroora like thier own sister come hell come thunder they are on her side. Ava vanoziva kuti naivo varoorawo. Hanzvadzi inotoziva kuti ava they are inseparable. We call these vavaki.
Iwe uripapi. Send this to all ladies you know and aim to be number 3. If you don't get an amen waudza munhu chokwadi. Newewo be a good tete or unle and be a blessing kuvana!

Izvi zvinotanga nekugashira Jesu saIshe naMambo weupenyu hwako woenda kukereke!
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp