18+: VARUME CHETE: Chii Chinonzi G-Spot?

Madzimai mazhinji anorwadziwa kuti varume havasati vaakuziva pamusoro pechinhu ichi chinokonzeresa mufaro wemudzimai mumba make. G-spot chii? 

G-spot rinove inzwi rakatorwa kubva pafirst letter yesurname ye murume wekuGermany anonzi ndiye akai discover anonzi Ernst Gräfenberg, kapart kemunhengo memudzimai kari about 2-3 cm kubva pamusiwo wenhengo yake mukati nechekumusoro.
Kudzidza ndizvo
Kanooneka here ukavhura nhengo yemudzimai? Nekuti kari mukati mbijana, aiwa hakaoneke. Kanok wanisa kungonzwika chete. 

How does it feel/Kakaita sei? Kanoita sesponge like. Ukakabata uchifambisa chigunwe pakari kanoti grrrr-grrrr sezvinoita pfupa rebrisket rakaita white riya kana rabikwa mukanwa. Kari spongy, puckered, or slightly ridged like the roof of your mouth. Ukafambisa chigunwe chako kumusoro kwemukanwa mako unonzwa zvakunoita zviye, that’s how the g-spot feels nearly exactly. 

Hama dzangu varume, zvese zvandanyora apa ndezvekuti mufadze madzimai mumba menyu kwete kunoita gumbo mumba, gumbo panze. Chikuru chandinokumbirisa kuti isu varume titendeuka kuburikidza naJesu mwana waMwari toendawo kukereke pamwe chete nemhuri. Please like my pages and follow for more.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp