18+: Mashoko Mashomana Kuvarume Ekufadza Mudzimai Wako Pabonde

Haikona kusiya vakadzi nenzara just because you don't want to communicate, unoda kungoti wafadzwa iwewe zvapera? 


Ko kuitawo kuti zvekutaurirana monzwisisana ufadzewo mukadzi wako? Zvishoma zvaungaite izvi:

1. Bata bata mukadzi kusvika ataura ega kuti chiuyayi. Usamhanye iwewe kana iye asati ati zvaita.

2. Kana wakupinda pfekere zvishoma nezvishoma uchibvunza kuti ari kuinzwa here. Kutaurirana chinhu chikuru pabonde nemuhupenyu.
Kufadza mukadzi pabonde

3. Communicate naye kuti arikuida fast here kana kuti slow or very very slow. Women are different...ask this...how is it, are u feeling me? Tell her you love her so much, you are so sweet....it increases her arousal and climaxing before you know it.

4. Women love to guided...muudze chikapa chauri kuda like move it slow honey, bring it closer to me...simukira dzikira e.t.c.
5. Ask her ndirikuita zvaunoda here mama...if she is quiet stop kukoira and ask again...akupindure. If reply ehe go on ndepapi parikunyatso kunakira move your body giving her options to chose from.

6. Kana mapedza torawo nguva yekutenda mukadzi uchimutsanangurira hudzamu hwekutapirirwa kwako naye. Zvinomupa confidence. At this point mubvudze kuti anoda umuitire chii...usually that's were women tell the truth.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp