Apostle And Mama Meet Women: Zvinhu Zvinotirwadza Pavarume Vedu (Part 3)

Zvekupedzesera zvatakachemerwa nemadzimai inini namai Sibiya ndeizvi:


1. Tapota baba tanete nekuenzaniswa nanatete nemadzimwene all the time they are better than us seyi wekurudzi rekwenyu vakanaka vekwangu vashata .

2. Magrocery ngaandewo kumba kwedu kana kwaambuya zvako.

3. Varume vedu ngavarege kutitaura nehama dzavo nokuti isu tinovafukidzarawo wani.

4. Varume ngavadzidze kutaura nesu zvakanaka zvisina hasha

5. Tirikuda kuchata please father tibatsireiwo tatambura havadi kuchata varume ava.

6. Dzidzisai rudo mumwe anoita shanje rwacho asingingapi rudo.
Kusatofara
7. Sorry taguta nadzo achingotadza after kutadza achingoti sorry tibatsireiwo ipapo.

8. We want to be loved kwete zvepadenga asi chaizvo izvo.

9. Kana ukawonawo basa rakandiwanira ndibatsirewo kana kubika chaiko hatina kuti it’s a must but sometimes we need help.

10. Varume ngavasatirambidze kuitawo business nekuti tese tirikutambura, tinoda kumira navo tichivabatsirawo.

Maita basa hamadzangu ngatichengetei misha yedu tigare murudo neruwadzano. 

MADZIMAI MUNOTII?

Apostle Pride Sibiya and Anna Tendayi Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp