Apostle And Mama Meet Women: Zvinhu Zvinotirwadza Pavarume Vedu (Part 2)

Ini namai patakasangana nemadzimai pane zvimwe izvi zvavakachemawo. Varume nyatsoteererai musingamhanye kushora, ngatidzidzei. 


Ngatiteererei Part 2, tozopedzesa nePart 3

11. Tirikudawo kugadzirwa musoro.

12. Tinoda kuitwa chaizvo ngavasatityira.

13. Mazamu haasi evana chete ndeenyu

14. Magadziko ngaabhabhadzirwe.

15. Varume ngavaende kunhamo kwehama dzevakadzi.

16. Ngavati remekedzewo saana amai kwete sevana.

17. Mamoods mumba ngaite mashoma.
Kusambofara
18. Shanje ngadziite dzishoma.

19. Chiramu ngachiitwe chishoma kuva nin’ina vedu please.
20. Tapota varume kana vatitanga pabonde ngavapedzese zvavatanga. Nyatsoitai chaizvo muchinonokerawo kusvika kuti timbosvikawo. Musatityire ndozvatakafambira.

Madzimai murikutii nezvirikutaurwa nevamwe venyu? Please look at Part 3 too

Apostle Pride sibiya and Mama Anna Tendayi Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp