Zvinhu 18 Vechidiki Zvamunofanirwa Kuziva Pawanano

1. Hakuna wanano inonzi yakarurama (perfect marriage).

2. Mhuri inonamata pamwecheye inorarama pamwechete.

3. Kumbira ruregerero nyangwe usina chawatadza.

4. Ziva kuti kana uchiroora uri kuroora mumhuri.

5. Kusanzwisisana kunogona kugadziriswa pasina gakava.

6. Iva wakagadzirira munhau dzekuwana mari usati wawana.

7. Pane kubatana kukuru pakufungira nekuonera pamwe kupfuura wanano.

8. Vakaroorana ngavave neimba yavo yakatsanangurika.
Zvinhu 18 Vechidiki Zvamunofanirwa Kuziva Pawanano
9. Wanano haingoitike, inorongwa.

10. Usazoenda kunorara wakatsamwira umwe wako.

11. Kushoropodza nekushungurudza kunoparadza wanano.

12. Usafa wakada kushandura munhu, umwe neumwe ane hunhu kwake (personality.)

13. Chinhu chakanaka panguva yakashata chakashata.

14. Kufambidzana kune hungwaru hwaro hukuru hwewanano (courtship.)

15. Muchato wakasiyana newanano, muchato ndewenguva pfupi asi wanano ndeyehupenyu hwese.

16. Kufambidzana hakusi kudanana.
17. Kuroora kana kuroorerwa runako, kutenda ruvara (paint) paimba.

18. Nguva yakanaka yekuziva runako rwemukadzi ndopaanomuka rungwanani.

Semurume, usava dambudziko mumhuri asi iva musoro.
Mudzimai usava gehena remurume ako asi iva mubatsiri.

Chakaipisisa kunze kwegehena iwanao yakashata, sarudzo ndeyako!

USAZOTI DAI NDAKAZIVA KARE!
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp