Mhinduro ..:
Kugona kubata murume zvakanaka pabonde kunzwisisa kuti mese muri vaviri muri kuita bonde kwete kuti umwe chete ndiye arikunakirwa chete. Mukadzi anotambawo nechombo chemurume, kupuruzira, kufuridzira, kuyevedzwa nacho chombo, kutaura nezvacho chombo ichocho kumurume wako.
Kupa murume mazamu, magaro, makumbo kuti atambise, kukisa murume muviri wese, asi kumirira kusvika wanyatsonyorova, kubvunza murume kuti anoda kushandisa maitire api. Kana mapinzana kushandisa chiuno kumonera murume, kubatirira murume chiuno chake nokumupa rhythm yakakodzera kuti anonoke kurasa mbeu. Kuchemerera zvinoenderana nokunakirwa uchirumirira muviri wemurume. Kana iwe mukadzi wasvikawo, ipa murume experience yazvo muite mese saka muudze awedzere kupomba uchisvika hako. Iwewo wedzera kushanda kwechiuno chako.
![]() |
18+ Only - Kubata Murume Zvakanaka PaBonde Kuita Sei? |
Mapedza usangoti zii, udza murume kuti zvanga zvichinaka uye kuti chanyanyonaka chii kuti kana ozowedzera mangwana azive zvokuita. Ratidza kushamisika nokunaka kunoita chombo chemurume wako. Shamwaridzana nechombo chake kana makarara wombundira murume, isa ruoko pachombo chake akakufuratira. Uchaonawo iye oisawo pazamu kana wakamufuratira makarara.
Adopted By Apostle P. Sibiya