A Must Read - Ndati Siya Small House Iyoyo Izvezvi - Udzokere Kuchapa Rako Iroro!!

Nemiwo varume musakonzerese Makuva kuti awande kumaCemetry uko nehunhu hwenyu....murume mukuru unosiya musha uchienda kusmall house uchinoreva mukadzi wako wesvitsa hanzi handichamude ichapa heee haachagone pabonde, Haachisiri zvaangaari munenge muchimbozama kudii chaizvo? Saka kusmall house ndokuCharge office here kwaunenge uchinoreporter?


Communication is very important in marriage of there is something that you see lacking mumukadziwako tell her she is your wife ... Amai pabonde makuvarairwa change settings handiti even kuchiva kwamunoita vaye vanenge vakapfeka mbambamba pfekedza wako mukadzi izvozvo uonekuti haabude here?  Ukaona murume anoti kumukadzi usapfeke ichi pfeka izvi munhu iyeye ozoona small yacho inotori Zodwa hayo chinjayi maitiro imi abababa!

Haungatange kusemeswa nemukadzi wawakaroora makore nemakore ukatsitsa kuti till death NO NO FOR THE WHY? Dzimwenhambo ndiwe wamuchipisa pawakamuwana her breasts were firm and standing now she has 4 children wauchida arambeakamira? All the hard work she goes through for you; You just have to appreciate it!
A Must Read - Ndati Siya Small House Iyoyo Izvezvi - Udzokere Kuchapa Rako Iroro!!

Hakuna type inonzi wangu haaende kubraai anomakisa anongoendwanaye kunhamo nekuchurch aaaah imika ... mupfekedzewo chishort chacho uone kuti haabudewo here!

Your Role as a hubby is to see that everything in your house is going on well including your wife anotodao Service seMerceedees Benz yako yaunokoshesa kwete kusiya mwanawevaridzi hanzi achembera uriwe wamuchembedza futi. Hapana munhu anopinda mushop kutenga chaasingade bodo wakamuroora meaning ayiikuitira panguvayacho saka chiita zvekuti agare achikuitira.

Makuva hobho munyika kunyanyanya emadzimai maHEARTBREAKS because when a woman loves a man she gives her all. Saka kanawamuita REJECT WAMUPARADZA ... BP yotobata mainhiya vatomurwere DEPRESSION STRESS you name it!

Kana achivarairwa muyeuchidze kuti Amaibhoyi makugarira museve after all she is human anotadzawo. COMMUNICATE not to run and report kuSmall House iyo small house yako yakambosiirweiko nemurume wayo? PAFUNGE!
Don't be a man who has got women shedding tears with your name unoita munyama no matter wazoita small house inenge ndege ZVINOPERA IZVO if you ask her why she is a Small House someone out there was also tired of her -- because if she was more perfect than your wife she would be having her own husband who is not you.

So Kanauripo urikusmall house izvezvi mukapo uyende kumba kuchapa yako yawakazviroorera unoikumbira ruregerero uyiudze zvaurikuisira oyichinja.

My name remains Mai Tt for Baba Tt my finish talking!!

Adopted By Apostle P. Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp