Madzimai Verengai - Ladies Ndauya Kuti Tizotaura About Marriages

1. Marriage inovakwa nemuridzi wayo madzimai. Mukadzi akangwara anovaka musha wake, benzi rinoputsa imba nemaoko aro, Bhaibheri rinodaro.

2. If you want to be happy zvinobva kwauri mukadzi nekuti ndiwe wakabata musha wese.

3. Varume they leave us vachienda kumasmall house nekuti kumba chaiko munhu haana peace 85% yegenaration yedu haina respect; when it comes to our husbands.

4. Today I want to tell you kuti even if une degree in marriage is something else.

5. Marriage chitoriwo chimwe chikoro chinotodiwawo kugraduater.
 Madzimai Verengai - Ladies Ndauya Kuti Tizotaura About Marriages 

6. Never tell your friend maweakness emurume wako.

7. Ladies learn to respect ;appreciate and admire your husband that's what man wants.

8. Kutaurisa hakusi kungwara vasikana ;hakuna mrume anoda mkadzi ane muromo usingamharwe nenhunzi.

9. Namatai madzimai and act like vanhu vanonamata. Munoona kunge kunamata kusingashande nekuti after prayer motanga makuhwa. Doctor Amai vedu vakatidzidzisa kuti, STOP IT!
10. My sister you need deliverance! Focus on your marriage more than the way you focus on friends. Some of you munotoda shamwari kudarika mrume wako.

11. Listen to your husband and mutevedzera zvavanoda kwete zvekwababa nhingi.

12. This post is only for those who want their marriages to work ;vanoti varume vakafanana leave them tione nekuti kune vari kuda kuroorwawo.

13. Stop being bitter mumarriage umo and start praying Create a happy home for vana avo kwete kutopasser chimuti chebitterness kuvana .Men want to come home to a smiling wife kwete kutowana mai vakakwindimara. The more you treat them like dirt the more they leave. RESPECT!
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp