Vakuru Nevadiki - Huyai Pakona Tikurukure Yebonde

DAKUKURATIDZA KUTI pane zvimwe zvatinoita tichiti kunakirwa chete asi usina kuziva kuti kumberi kwekunakirwa kunei. Inzwa zvinotaura shoko: 1 Corinthians 6:16 'Do you not know that he who unites himself with a prostitute is one with her in body? 

For it is said, "The two will become one flesh." Apo Bible ririkureva kuti ukarara nemunhu pabonde mave vamwe chete panyama (muropa rimwe chete). Chifunga kuti chii chinoitika kana warara nemumhu aneropa rekumba kwavo rinoteverwa nemweya yechihure. Zvoreva kuti newewo zvakare watorana nemweya yechihure pawarara naye.
Vakuru Nevadiki - Huyai Pakona Tikurukure Yebonde
Inzwa, unoziva here kuti vamwe vanhu vatinorara navo vene mweya dzinotevera ropa ravo dzakasiyana siya vamwe vane mweya yehurombe, yekuroya chaiyo vamwe yekasarorwa kana kuroora vamwe yesabudirira zvekuti akapinda basa anopabuda chete vamwe vane mweya isingadi kuti vazvare vana. yese iyi imweya inotevera ropa rinova riri munyama. Chifunga kuti paunoti warara nanhingi mangwana unemumwe futi kuswera mangwana hatichataure, chifunga kuti mweya mingani yauri kutakurana nayo ipapo. Kana vamwe venyu makuzozvara vana vozoita marombe kana kuita tumahure musazotuke Mwari ndapota nekuti ndiwe wakazvi unganidzira mweya yakaipa muropa rako pamusana pebonde chete.

Bonde rakanaka zvikuru, asika rakaitirwa vakaroorana CHETE hazvina kunzi ndere vanodanana. inzwazvinotaura book 1Thessalonians 4:3 It is Gods will that you should be sanctified that you should avoid sexual immorality. Being Biblical is not old-fashioned, it is trendy!!! Umwe munhu ndinoziva kuti izvezvi wakutodemba kuti ndakazviitirei but dakukuudza kuti Mwari anoda vanhu vakaita sewe manje thus why akati mushoko rake 2 cor 5:17 kana munhu ava muna Kritsu chava chisikwa chitsva zvakare zvapfuura. Saka usadembe hako uchiti yadeuka yadeuka NO.

Ukauya kuna Mwari anobvisa kese kakaipa kari muropa rako iwe. Ita AMEN kana wandibata mushe mushe ipapa.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp