Mitemo Inobatsira Pakushanya Kana Kushanyirwa

1. Please usagare pama arms emasofa evanhu. Please, please don’t. Most people, if not all, are not comfortable with that behavior. Unouraya masofa evanhu. People will avoid you next time.

2. Rega kubvunza zvinhu zviri mumba mavo nemari yazvakatengwa. You can just appreciate and ask where they got them from.

3. Usacompare property yemunhu neiri kumba kwemumwe munhu whether uchi praiser yekwawashanya or uchishora yekwemumwe. Usaudze munhu how to arrange things in their home unless they ask nor tell them what's not matching.

4. Usasiye vana vachitambira pamasofa, carpet kana zvimwe zviri delicate. Munhu anogona kungoti ndizvo zvinoita vana but it is not nice kuti munhu anozosara otsvaga mishonga yekupukuta zvimwe zvinenge zvaenda pamasofa ake kana pai. At times it may be better kushanya usina vana. Train up a child in the right way.

5. Unless you are so, so, so, close rega kukudubura mapoto evanhu. Zvekukudubura mapoto zvinoitwa nemasahwira CHAIWO.

6. Usagarise pamba pevanhu please. Oneka vachichiri kukufarira.
Mhuri chikomborero.
7. Zvakanakawo kuzivisa vauri kuda kushanyira kuti uri kuvashanyira. Mazuva ano upenyu hunoda budget. Usangokaruka wati tutururu negurusvusvu revana vako vanhu vasingazive. Pamwe panguva iyoyo zvinhu hazvisi kufaya saka kuzivisana kwakanaka tisazoomesera dzimwe mhuri.

8. Ukaona pauri kushanya paine one bedroom, please you may put up one night only. Pamwe havana magumbeze akakwana saka shandisawo common sense kuti uone mamiriro akaita zvinhu. Kuwana kwakasiyana.

9. Kana uriwe washanyirwa, first thing muenzi achisivika kumutaridza kune toilet nebathroom. Isaiwo matissue mumatoitet mungaomesera vaenzi. Madzimai anoziva zvaari they use the bathroom almost always kana vasvika mumba especially after a long day at work. Usamirire kuti muenzi abvunze kuti toilet iripi please.

10. Ipa muenzi drink or mvura as soon as possible.

11. Kana une muenzi ibva pa Whatsapp or Facebook.

12. Kana iri TV unopa muenzi the honour of choosing what he/she wants. Just a few hours or a day or two won't hurt. Isu tinototi heyo torai remote, pano TV hatina basa nayo stereki. They feel so welcome.

13. Kana vaenzi vari kurara uchingovatambira unobva wavaendesera zvinhu mubedroom ravachashandisa.

14. Kana wageza mubathroom please, please clean the tub to its white or its colour.

15. Kana washandisa loo, please make sure zvese waita flush zvikaenda. Hazvifadzi kuti mumwe azopinda oona zihove rakati paparara pamusoro pemvura.

16. Please musatore kana kukumbira zvinhu like hembe, ma wachi, tuma little things etc. Munhu ngaakupe ega. It might be small to you or appear unused but ukatoona munhu ainacho mumba make it means he/she/they value it.

17. Usaone mainini (maid) vevanhu kunge atove wakowo or she works for you.

18. Kana wavakuenda siirawo mwana or vana just a dollar for ice cream.

19. Taura wasvika kuti ndafamba zvakanaka.

Ngatimbodaro tione.

Try this hahuite problem nevanhu.

Iwe neni tinebasa. Good night ... Asante Sana
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp