Madyiro Akanaka Patafura (Table Manners)

Kana tichiti table hatireve kudya kwekuti chikafu chiri patable chete aiwa. Anytime yamuri kudya and chero pamuri kudyira


1. Rega kudya nevamwe usina kugeza muviri but kunyanya meso.

2. Rega kudya nevamwe nenzara hombe,especially dzinotaridza kusamaintenwa. Vamwe won't enjoy the food.

3. Rega kudya nevamwe uine hembe isina maoko ,vanhu vachiona ma armpits ako. It's very,very bad manners and vamwe havatozogoni kunyatsodya.

4. Kana uchitsenga ,tsenga wakavhara mukanwa kuti dwaaaa. Usaridze mukanwa please,please,please. That is irritating.

5. Mukanwa munorirazve paye paunovhura muromo kuti uise chimwe chikafu. Vhura mukanwa,rurimi rusina part yaruri kuplayer. Malips ngaange akabatana,wongomavhura like uri kuda kuti "ma--" or " mu...." pasina kana voice rinonzwika. Ukadaro haurire mukanwa.

6. Usataure nechikafu mukanwa nomatter how much you feel kuti wachipushira kucorner or munhu akubvunza something akamirira mhinduro. Medza first and then speak,always.

7. Kana uine munhu, patable kutaura itori strategy. Unotaimira paanenge iye aisa chikafu mukanwa iwe wotaura. Paanomedza okupindira or otaurawo iwe uchitsenga,paunomedza wotaurawo iye achitsenga.
Madyiro Akanaka Patafura (Table Manners)
8. Usanzvenzera sauti,sugar kana zvinhu . Just ask munhu to pass to you.

9. Kana uchidya nemaoko constantly check kuti chikafu hachisikukwira nezvigunwe here or soup kunyiminya nezvigunwe. Unorutsisa vamwe vane hana nhete.

10. Ukanzwa zvizina kumira mushe mudumbu simuka uende kuchimbuzi...ndatopedza ipapo.

11. Ziva nyaya dzekutaura and don't talk about nyaya dzine ropa mukati or hutsvina like describing kukuwara kwakaita vanhu pa accident,nyaya dzekumwedzi or tsvina dzematoilet eparank...Kikiki!

12. Kana uchiyamwisa check kuti mukaka hausi kuoneka kubuda here

13. Usatume mwana,maid kana ani zvinoita kuti asimuke once akudya.

14. Vana ngavanyarare normally vanotaura vachipfira by virtue of age

15. Please try to never sneeze patable or kukwidza dzihwa. Just remove yourself from there.

16. Usadyire sadza or zvikafu zvinoita kuti ubate nemaoko mubhazi especially pa2 seater

17. Usatsenge mabhonzo kana kusvuta mwongo (unless muri masahwira or vanhu vajairana)

18. Rega kudzvova patable pane vanhu

19. Usaise chigunwe mumhuno please.

20. Usamhize maoko kana wagezeswa maoko ( mazuva ano maoko kazhinji haachapuhwe towel before eating so iwe unenge uchida kuti aome). Kana each individual asina kupihwa katowel kake chingorega.

21.If you are the host,rega kupa vanhu one towel.

22. Kana kuri kumba kwevanhu,uri mudzimai or musikana chizonzi regai zvenyu asi wamboita gesture yekuda kubatsira kusimudza maplates or kusuka if vana vepo are doing that (for vana) or mai vepo is doing that ( for madzimai)
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp