Ko Wakiya Here Pamweya?

It's very easy kuti munhu aende kunorara asina kunamata but zvakaoma kuti that same person aende kunorara asina kukiya door.

Door neghedhi zvinoitwa make shuwa kuti zvakiwa, but paprayer apo pane nyaya. But unozviziva here kuti mweya yetsvina hainei nemalocks ari padoor apo. Varoyi havana basa nechain dziri paghedhi, satan anopinda zvakadaro.
Munamato unesimba
Door rako kiya hako kuitira ana tsotsi but prayer ngairege kushorta mulife mako nekuti ukasadaro unorara husiku hwese wakatsikirirwa nemweya yetsvina, varoyi vanopinda nepadoor rawakiya iroro vakasiya vakugadzirira size inokwana.

Prayer is not a duty but it's life. Don't be limited by time and space, it's life. Prayer is classified as one of the whole armor of God.
Kwauri ikoko nenguva iyoyo engage in prayer and give glory to God. Prayer is not doing favor to God but rather it is for your own benefit and nourishment. Those who pray can see its fruit.
REMEMBER: Hatirwe nenyama neropa asi nemweya yakaipa iri muchadenga, naizvo you have to fight the battle on your knees (Prayer).
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp