Ukaona murume mukuru nemukadzi mukuru makugara pamberi pephone, computer or TV kuona porno zivai kuti rudo Mumba menyu hamuna zvachose.
Mungawirirane henyu kuona mese but zviri kureva kuti imi pachenyu you are not attracted to each other.
Nhengo yako semurume haifanirwi kumira because vaona mumwe murume achizviita. Uye mukadzi haufanirwi kutota nekuti vaona mumwe mukadzi achizviita. Psychologically zvikureva kuti paunenge vakuzoita bonde neumwe vako after watching porno zvoreva kuti uri murume you are imagining mukadzi anga ari muporno video ariye aurikurara naye kwete mukadzi vako. The same zvinenge zvichiitika futi kumukadzi anenge achi imagin achirara nemurume vaaona muvideo.
![]() |
Wathing porn is satanic |
God created us with potential of being creative. So use that gift from God to satisfy one another.
Kana uchifunga kuti kuona mumwe munhu achizviita aroused you and make you feel great. Tora partner yako woipa mumwe murume or mukadzi uone if you can feel the same. Unotoda kuuraya munhu not kuti you become aroused.
PORN IS SATANIC AND ANTI-MARRIAGE!
Apostle Pride Sibiya