Hutsanana PaVarume Nevakadzi Pa ... Ehe! Pamamonya Ipapo!

VARUME NDOTANGA NEMI: Even uine nhengo yakachecheudzwa or isina ndinokumbirawo kuti pese paunoenda kunoita weti suka nhengo yako pese pawaitira weti. 

Izvi zvinouraya zimweya rinozotanga uchiti ukaita weti wozunza nhengo yako sehosho kwakuiisa mubhurugwa usina kana kuipukuta netissue. Kuita bonde usina kana kusuka nhengo muswere wese waswera uri kubasa kwakaipa. Munhu kana wabva kubasa endawo mubhavha wonogeza muviri wose zvese nekunyatsosuka nhengo kusara yachena kuti mbee semukaka. Ukaiisiya iine masadza or zviya zvinoungana panhengo yemunhu asina kuchecheudzwa zvinokonzeresa zvirwere zvikurusei macancer kwauri nyanye kumudzimai wako.

Kana makuita bonde mamwe madzimai anoburitsa mvura yakawanda kana vanakirwa ipai anaamai mari yekutenga matowel ekuwaridza pabed nguva yebonde or munozorara mumasheets akatota ne hurume nehukadzi. Mapedza kurarana dzidzai kunogeza pane kurara musina kana kunosuka nhengo dzenyu mese. Its unhealthy kurova imwe round nhengo dzisina kusukwa ndipo pamunopanana yeast infection or candida. Muchitengawo ma underwear anopedza week yose kwete kuti munhu ane underwear imwe chete yaanopfeka week yese yozowachwa Saturday.

Hutsanana PaVarume Nevakadzi Pa ... Ehe! Pamamonya Ipapo!
VAKADZI NDINONZWA KUSHUNGURUDZWA: Tsika yenyu yekukoshesa maweave muchipfeka pulling sox please siyanai nayo. You look like munhu ari kuenda kunotemha fodya kukomboni. Kana baba vabva kubasa ngavadziisirwe mvura yekugeza vogezawo vasati vagara pasi kuti vadye sadza. Harisi basa ra sisi Muchaneta kuti vape murume wenyu mvura yekugeza. Imiwo panobva baba kubasa ivaiwo makageza makarovawo zvinonwisa mvura kwete kuti mazamu haasi mubra akangorembera sehosho dzeku n'anga kkkkkkk!!!!
Bra ngaritengwe munhu amire zamhu semhandara chaiyo. kana mave kuenda kunorara amai endai munosuka nhengo yenyu nemvura inotonhora or ine lemon kuti idzoke kana moita basa rebonde. Tengaiwo kadish kamunoenda nako kaine warm water mubedroom ne matowel size ye mafacetowel ekuti kana mapedza mushando monyatsosukana hurume nohukadzi hwese. Iwe semukadzi akangwara tenga mazitowel mahombe seekuberekesa mwana or madisposable bed liners kuitira pamunoburitsa mvura dzese hadzitotese masheets nematress hatisi tese tine masets hobho emasheets. Ibvai manogeza mabva kuita basa kwete kurara uchichururuka hurume sekarukova.

Hapana chinosvota murume kuti mapedza kuita bonde womurega achipukuta nechidhende chaanoona pedyo nebed. Tikwanirei madzimai imi mugutse vana baba uye muite utsanana pabonde. Tengaiwo masexy gown ne underwear mapampers nderenguva yambuya Yokera muzvizive kutanga nhasi!!!!!

PLEASE TAKE A BATH BEFORE LEAVING THE HOUSE MODZIDZA KUISAWO COLOGNE MUHAPWA KUTI MUSANHUWIRE VANHU NE BODY ODOR. PERFUME HAIURAYE BODY ODOR TENGAI MA ROLL ON PLEASE NDOBASA RAWO WOZOISA PERFUME HAKO PAHEMBE. VAKADZI U SPRAY PERFUME PA BRA IT LASTS LONGER.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp