Apostle Vanoti, "18+ Zvinhu Gumi Zvekuita Kuti Ufadze Mudzimai Wako Pabonde."

1. Tanga wanyatsomubata ugomukisa ugomubata nhengo dzese dzaanofarira kubatwa.

2. Akange asingarakidze kufarira zvaurikuita chinja usamanikidze MUKADZI kuita zvaunoda iwe, mubvunze zvaari kuda kuitwa.

3. Mukadzi anobatwa mazamhu zvinyoronyoro achiyamwiwa mazamhu iwayo kusvikira kanyatso kamira.

4. Paunenge uchiyamwa mazamhu pinza rwokopasikarudzi uchipuruzira zvinyoro-nyoro uchitsvaga panoita kuti chiso chratidze kuti apa ndipo parikunakidza. Wapawana ramba uripo.

5. Ko nhai kana mudzimai ari wako kissa musana uyu, nzeve, mukati madzo, mutsipa, kuseri kwezvidya, muzvidya umu, dumbu...ko mubvunzeka zvaanoda zvamunowirirana.
Apostle Vanoti, "18+ Zvinhu Gumi Zvekuita Kuti Ufadze Mudzimai Wako Pabonde."
6. Mupewo mukana wekuitawo zvaanoda nemuviri wakowo pasina kutyityidzirwa kana kuvhundutsirwa.

7. Tambai muchibatana from 30 to 60 minutes, zvichienderana nezera remudzimai wako, nekuti vechidiki vanoda nguva refu, musati matanga bonde. Pakutamba mose ndipo panoratidzana vanhu kudanana ipapo. Usamhanye kusvika mudzimai newe matota nekutamba mese chete.

9. Rythm neangle yebonde ngazvipote zvichichinja asi zviri controlled. Usamhanye nekuti ukamhanya vakomana vako (sperms) angauye. Usaite mistake yekuti vakomana vauye mudzimai asati afara nekuti unozopedzisa rwendo nevhiri rakaponja (battery low).

10. Teerera kuchemerera kwake kana kufemereka kwake iwewe edzawo kumuita sezvaarikunyatsoda chaizvo uchi teedzera kufemereka kwaari kuita, ndiyo inonzi "sex rhythm" iyoyo.

Guys, murume chaiye anoteedza zvinoda mudzimai wake kwete kungofunga kuti unogona bonde mukadzi achisara aine nzara. Ngatiteedzerei zvinodiwa naMwari tinamate Jesu nemhuri todzidza zvinomisa dzimba dzedu kwete zvekuita masmall house tichiparadza mhuri.Varume, imba ina Jesu inotapirira chose, handei kuchurch tinonamata!

Adopted and Edited By Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp