Kuregerera!

Ehe wakatadzirwa chaizvo zvekutoti pamwe pacho vanga(scar) racho haritombifi rakabva muhupenyu hwako. Zvino nhasi ndauya neshoko rekuregerera. Forgive that person. Forgiving is not a feeling, it is a virtue, a decision you have to make. 

Kumwe kutadzirwa kwacho nekurwadziwa kwacho kunogona kuramba kuripo muhupenyu hwako, ndosaka ndiri kuti it not a feeling nekuti hapana pauchazosvika pakuti haaa now l feel all right to forgive, NO, it has to be a decision.

Kuregerera
Ehe it is not easy to do it so zvinoda kuti uzviise kuna Jesu Kristu anova iye Mweya Mutsvene kuti akubetsere. Mweya mutsvene anounza kunzwisisa nerugare zvinopfuura kunzwisisa kwese. Nothing is impossible with God. Patinonamata paye kuti Mwari forgive us our debts as we also have forgiven our debtors, ngatirevesei. Inzwa zvinotaurwa naPaul pana Colossians 3vs13 "Bear with each other and forgive whatever grievances you may have against each other. Forgive as the Lord forgave you." Hapana mutsvene pakati pedu tese takatadza zvekusasvika pakubwinya kwaMwari. 

Ukaverenga tsamba yaPaul naTimothy kuna Philemon uyo aive mupfumi, anomukumbira(Phil) kuti aregerere muranda wake Onesimus uyo ainge amubira mazimari akawanda chaizvo akanoadya ari kunyika yeRome kwaazonosangana naPaul akumupurira pakusvika pakuziva Mwari. So hama yangu forgive and move on in your life otherwise ucharamba uchitemderera panzvimbo imwe chete. Kusaregerera zvakafanana nekumwa poison then wotarisira kuti umwe munhu afe. Inga wani Jesu akaregerera iwe neni neavo vakamuponda. Kumwe kutadza kwakaitika mukusaziva even kwakaitika mukuziva just forgive.

By Booker Believe Tenhedza
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp