2 Samuel 13:4 Vakomana chivi chinodya ... Hey!! Chivi chiri rough hama dzangu. Amon afunga kurara nehanzvadzi Tamari zvinonzi shasha yakafungisisa kusvika pakuwonda.
Jonadabi akatozobvunza chakanga chadya muviri izvo shasha yadyiwa nechivi.
Topic: SEIKO KUWONDA. Nhasi hameno zvake achagara papfumo chenjera kubaiwa.
![]() |
Kuonda |
Zvibvunze hama yangu kuti muviri wangu pamweya ndiwo here? Bvunzisisa muviri womukati kuti SEIKO KUWONDA? Wonzwisisa pawakarasika. Ukadaro hama yangu muviri wako womweya unodzoka pakusimba kwekare. Zvakazarurwa/Revelations 2vs5 inoti, 'naizvozvo rangarira pawakawa'. Newewo ita izvozvo, utsvage muviri wako wekare paya uchiri kamwana kadiki. Hameno kana ndajekesa.
Adopted By Apostle Pride Sibiya
0 Comments