Nyaya Iyi Bvunzai Masoja Munyatsonzwa!

UkaJoiner chisoja, hautange nekungopihwa pfuti but unotanga wanzi 6 months training. Aapa training yacho hamupihwe pfuti zuva rawatanga kuTrainer but munotanga nekuitiswa zvinhu zvisinei nepfuti. 

Muchimuka kunomhanya makuseni muchiimba nziyo, muchiimbiswa “hau hau”, but iyo AK 47 yacho hausati waipihwa. Muchidzidziswa kumarcher but iyo pistol yacho hausati waipihwa,

Uchigerwa zuda zvisinei kana nekuridza pfuti.

Reason why vachiita zvese izvi, it’s because they want to teach you discipline. Vanoda kukudzidzisa kuti uve munhu anoterera zvekuti musi waunopihwa pfuti, hauzoishandise nenzira isiriyo. Dai munhu aipihwa pfuti ne1st day raapinda chisoja, that gun will be misused zvekuti munourayirwa rokesheni rwese. Training yakakosha pakuunza discipline kune munhu.
Nyaya Iyi Bvunzai Masoja Munyatsonzwa!
Even mulife chaimo, allow GOD to train you usati wapihwa zvauri kunamatira. Allow GOD to instill discipline mauri usati wabata chaurikuda. Mari yauri kuda iyi ukaiwana iwe usina discipline, chenjera kuita pride ukapedzisira wapesana naMwari.

Chese chauri kuda hachina kuipa but first allow The Word of GOD to discipline you. Tendera kuti Mweya Mutsvene akupinze paTraining yekutya Mwari before you get what you want.


DAI MWARI VATIKOMBORERA ZUVA RANHASI.

AMEN!!

Shamwari gashira Jesu nhasi wotanga kuenda kukereke, nhaika!

Adopted By Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp