Mwanasikana Huya Pano Timbotaurirana

Mota yekudriving school ndeye munhu wese... inonzi ada atora ... so long wa-booker chete ... now chinonakidza about mota dzekudriving school, hauone kuine maBenz nemaBMW bodo...nditwotwu twumota tusina mazita utwu ... why? 

Because vanoziva kuti mota iyoyo haina kukosha ndosaka vasingatenge mota yemhando yepamusoro for a driving school ... Can I talk nevasikana ... Inzwa iwe :Kana uchiita hop from one bed to the other, nhasi una Richie mangwana una Patrick uri mota yedriving school...
Mwanasikana Huya Pano Timbotaurirana
FORNICATION IS A SIN - STOP IT...BEFORE HE PUT THE RING ON THE FINGER HE CAN'T HAVE YOU... You need to change your lifestyle... Itya Mwari... mota dzinokosha, dzinodhura hadzisi kudriving school... rega kuti kamukomana kese kari kutodzidzirawo zvevasikana kanotanga kapfuura nepauri... ZVIKOSHE MWANASIKANA... "YOU ARE WONDERFULLY AND FEARFULLY MADE" - Psalm 139:14.

Wagova avocado here rekuti customer inotanga yambodzvanya-dzvanya kuti inzwe kuti raibva here... Hausi bhutsu yekwaBata my sister yekuti munhu anomboedza zvake wozoisiya... NDATI KOSHA - YOUR BODY IS THE TEMPLE OF THE LORD...wasiyana necounter yepatuckshop yekuti Doctor vanouya voisa maoko pacounter votenga zvavari kuda, ukuwo plumber will put his hands on the same counter iyoyo akuda kutengawo... Mweya unoda kuti uitwe chewing gum rinotsengwa rozosvipwa nevakomana ndiri kuurayira nezita raJesu... KANA URI MUSIKANA OR A WOMAN ASINA KUROORWA ON THIS PAGE I AM URGING YOU KUTI UITE HUNHU KWAHWO AS I AM PRAYING FOR YOUR MARRIAGE... UNOCHATA CHETE!! RAMBA KUSHANDISWA! ITYA MWARI!! Newewo mukomana kwana usakumbire kutyaira mota yausina kutenga!

Receive Jesus Christ today and follow Him all the days of your life!

Adopted By Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp