Kana uchida kushaudhwa tora mota yako uyende nayo kuna carpenter kana kune vanogadzira masimbi wosvikoti engine yemota yangu haisi kuita mushe...
Anokuti iwe shamwari kwana, pano hapasi pemota, pano ndepemapuranga, kana wada kugadzirisa mota chingonanga kuna mechanic kwete kuda kundipedzera nguva yangu mahara.Why carpenter kana welder adaro uyu? Ndava mechanic ndorake basa rekugadzira mota, uye ane maspare parts acho nezvese zvinodiwa kuti mota yako iyite right.
![]() |
Welder |
Munhu akasikwa naJehovah... dzokera kuna Baba nokuti ndivo vane maspare parts ako... utano hwako kana whatever problem yaunayo ikapindirwa nedenga watonaka...ziva kwekuenda hupenyu kana hwave kuoma..
EVERY SOLUTION TO YOUR PROBLEM IN YOUR LIFE CAN ONLY BE FOUND IN CHRIST... NDIYE ANOZVIGONA ZVEHUPENYU HWAKO...Now receive Jesus Christ as Lord and Saviour now. This weekend start going to Church!
SHARE!
Adopted By Apostle Pride Sibiya
0 Comments