Ko Nhai, Zvakaendepiko?

Ko zvakaendepi? Ko ndiyani wakatora? Iwe vhurameso uone. Makore mashoma apfuura taititiri kumaruwa uko kuruzevha, tichibva kuchikoro kana kunofudza mombe tavenenzara taizadza mapepa esugar aye nemango nezvipiya /mazhanje. 

Taizvipedza nekudya. Taizoti tasvikakumba gomo resadza rouya taipedza futi kikiki torara matumbu akati maku kuguta. Munhuaitotadza kufema zvakanaka akarara, nenhururu yaibuda ipapo. Ndobvunza kozvakaendepi?
Ko Nhai, Zvakaendepiko?
Nhasi uno ndikaenda sadza handidye rakawanda kudaro, mango dzikaitambiri dzakwana. Bhuku yoti kuna Mateo 5 vs 6Vakakomborerwa avo vanenzara nenyota yekururama nekuti vachazadzwa. Zvinoda nzaramudikani, hama yangu, nyota yekururama ngaidzoke. Kuba chaiko munhu hana haicharova,kurova chipisi mumabhawa atova mararamiro,kumira mumigwagwa husiku wakateya marivaheheeede regai tingopfuura napo sori zvako ikokutomira pamberi peChurch mufundisi muchinyebera vanhu kuti Mwari varikufamba ichochiri chikwambo chirikufambisa zvinhu?

Kondiyaniko wakatora nzara nenyota yekururama?Satan akauya kuzoba, kuuraya nekuparadza.Ngativhure meso tinopera takatarisa, tizirakuna Jehovha wako arikuti huya mwanangukunyangwe wakatadza huya. Ahusi wekubhawaiwe dzoka pana Jehovha, ahusi mhando yekurovamukadzi mumba iwe. ndinotaura odha nezitaraJesu, haah unoroorwa gore rino, mari yakoirikuuya, zvakabiwa ngazvidzoke, urimwanawamwari iwe kuchurch urikuzodzoka. Satanmurevi wenhema.

Receive Jesus Christ NOW!

Adopted By Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp