Ndaverenga Bible rangu rikandiudza kuti ushamwari hwakaipa hunoodza tsika dzakanaka. This is not the opposite zvokuti ungazoti, tsika dzakanaka dzinochenesa ushamwari hwakaipa.
Iye ane tsika dzakaipa ndiye anokushandura. Yes, faith yako yakasimba chaizvo but vaunotamba navo vanotiudza kwaurikuenda.![]() |
Hushamwari Hwakaipa Hunoodza Tsika Dzakanaka. |
Ini handisi kuramba kuti munogona kutamba naye akazoguma atendeuka but Provebs 12vs26 inoti, 'wakangwara unotsvaga shamwari neuchenjeri asi nzira yowakaipa inovarashisa'. Nyaya haisi yekuti wese auya atova shamwari yako. Sarudza!! Zvimwe regawo zvidarike. Paushamwari wana chaunodzidza kwete kungoti chero zvazvaita.
"Musanyengerwa. Ushamwari hwakaipa hunoodza tsika dzakanaka." 1 Vakorinte 15vs33
Shamwari yakanaak yekutanga nayo ndiJesu Kristu weNazareta. Tanga nekumugashira saIshe naMambo weupenyu hwako nekuendawo kukereke. Iti: "Ishe Jesu ndiregererei kutadza kwangu kwese mundiitewo shamwari yemoyo wenyu, nekundipawo shamwari dzinotya Mwari. Sukai zvivi zvangu muropa renyu. Amen."
Adopted By Apostle Pride Sibiya