Handimbo Chema!

Pane nguva yakakurirwa vaIsraeri pahondo navaAmereki, zvinhu zvavo zvikatorwa. Hazvina kugumira ipapo, they kidnapped vana veIsraeri including vakadzi vamambo David. Bible randitaurira kuti vaIsraeri including iye David vakachema kusvika vasisina simba rokuchema (1 Samuel 30vs4) but izvi hazvina solution yakauya. 

Ndafarira vs6...'asi David wakatsvaka simba rake kuna Jehovha Mwari wake'. Mwari haanzwi kuchema hama dzangu otherwise dai kwainzikwa kuchema parufu hama dzedu dzakatungamira dzingadai dzaimutswa. Handisi kuwanza zvangu ichi ichokwadi.

Kuchema kwaDavid hakuna kushandura situation but it worsened kusvika papera nesimba rekuchema kwacho. 1 Samuel 30vs1-6 .
Handimbo Chema!

Ndirikuporofita life yako iwe...Ndiwe unorara misodzi iripamatama,,,murume akaenda nesmall house. Hauzorori kufunga hana izere shungu,,,basa rakapera. Wanzwa nekurambwa nevakomana apa ndiwe wakurisa pamhandara dzose dzemuchurch,,,,,ukazvifunga misodzi yoyerera pamatama. Ndiwe zvako une hama dzakushungurudza dzichiti 'ngomwa' wakauya mumusha kuzouraya rudzi rwedu. Ndati nhasi ndinemi amai,,,,misi yose heeeeeeh pastor this....that.....heeeeh pastor murume haadzoki kumba. Ndinewe nhasi, ndinewe.
.
Inzwa hama yangu,,,,,neniwo ndikanzwa dambudziko rako ndinonzwa tsitsi but ngatibvumirane nhasi,,,,,,,,simba rokukunda zvose rinobva kunaMwari. Yes, situation yauri yakaoma but kuchema haisi solution...tsvaga simba kunaJesu. Kuchema kwaDavid hakuna kuburitsa chinhu,,,,,solution yakauya azotsvaga simba. Mira kuchema utsvage simba kuna Jesu. Ndinotenda kana mharidzo yanhasi yakusimbisa.

Adopted By Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp