18+ Zvinopedza Simba Zvinoitwa Mudzimba

1. No communication during sex , poor communication everyday. Mumba munoda kutaurirana nekunzwanana pamagariro edu even pabonde.

2. Failure to tell you partner kuti unomuda. Tinozviziva kuti tiri pamwe nekuda kwerudo asi zvakanaka kuramba tichiyeuchidzana.

3. Kusageza hutsvina. Mose murume nemudzimai munofanira kushambidzika. Tose kana tisina kugeza tinonhuwa.
Kutadza kuwirirana
4. Kutadza kuendawo out, nyangwe kungotenderera mu town mese.

5. Kusanamata mese - a family that prays together stays together. Murume ndomusoro wemba unofanirwa kutungamira pakutya Mwari nekuenda kukereke.

6. Kuda kuita bonde the same way everyday, every week, every month, every year. Zvinhu zvinodawo variety.


7. Kuitira bonde mu bedroom chete ko mushawa, pasi, kuhotera, pasofa etc.

8. Kutadza kutenda kana umwe wako vagona basa chero ripi zvaro.

9. Kutadza kuita anniversary kana ye two , three years. Kuzoti ye10, 25 Ahh! Ko kuzokanganwa mabirthday?

10. Tese ngatiitei whatsapp shoma timbowana nguva tese.

Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp