18+ Zvatinombodawo MuBedroom SeMadzimai [Part 2]

Ndinovimba matangirana neni kuPart 1 kwandatsanangura matangiro atinoda kuti bonde riitwe.

Pane mumwe musi wekuti zvinhu zvinenge zvakatonyangara zvekuti zvinotoda tusimba kana tuhasha pabonde. Kana kuita kari rape case chaiko. Apa zvekunyengetedzana hapana, hembe chaidzo dzinotokatanurwa chopas kana kudambura kabhurukwa kamai.

Mai vanoda kusandurwa- sandurwa asi zvichinakawo kani nhai. Kiss yacho ngaive deep and passionate but very active. Mai ngavanyotso kusandurwa sandurwa (musambonzwa kana vachiti havasikuzvida zvinonakidza fani). Teedza zvataurwa pamusoro asi zviine tuhasha chaito. Kana mafunga kuvapa neshure ngavakotamire munyatsokuzhaka chaizvo, makaona moda kudiridzira chinjai position. Mai apa chikapa chenyu chinobvumidzwa kuti sechebenzi chaicho. Hapana zvekuti yuwi/yowe apa pangu speed ine zvitaera zvakawanda chaizvo.
18+ Zvatinimbodawo MuBedroom SeMadzimai [Part 2]
Zivai zvitaera zvenyu kuti zvino speed ipi. Apa muchabuda dikita fani, nekuti parikushandiswa simba nespeed. Ita kuti munonokere kupedza (izvi zvakaoma hazvo nespeed iyi), asi mukati wedzere nguva zvinonaka fani. Saka muchiona mumaTV vachiti kana voda bonde vombozvamburana, izvozvo zvinotovanakira. Kana pachivanhu vane zvinonzi bonde mambotukana rinonaka sei? Nokuti zvinhu izvi hasha, nekunaka zvikasangana moto chaivo.
ZVITAIRA:

1. Vanababa zivai kuti tinomboda kukotamiswa

2. Kumbokugarirai

3. Kumboendawo pamusoro

4. Kuitira mushower kana mutub tichigeza

5. Kuitira mudinning pasofa kana mukitchen pacarpet

6. Imo mudzimotikari paseat tinopadawo zvachose

7. Kuitirwa takamira imo mubedroom chaimo etc.

Imi varume imi !!!! takauya kuzofadzwa nemi zvekupedza mwedzi tisati tambo chemedzwa nayo, kwete taramba. Vazhinji vedu tinoda kuchemedzwa tose takasikwa naMusiki. Ipowo dai varume taenda tese kuChurch every Sunday zvinonakidzawo nekukomborera kana bonde revanoziva Mwari rinofadza. Bonde iri takaripihwa naMwari saka kuti riite tinoda kutya Mwari. Togara munaJesu toenda kukereke.

Adopted By Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp