18+ Tikurukure YeBonde

Mutsauko mukuru uripo pakunakirwa kwemurume nekwemukadzi pabonde ndewekuti chinokosha kumunhukadzi ndechekuti Spoon yako inogona kumira nguva yakareba sei? Ukuwo chinokoshera murume ndeche mapindiro muCup nechikapa chacho. 

Mumwe mutsauko ndewekuti munhu wemukadzi pane paanosvika pekuti muviri wake wese unenge uchinakirwa zvekuti kumukisa chaiko kana kumubata panguva iyoyo kunotowedzera moto. On the other hand muviri wechirume hauna kudaro.
18+ Tikurukure YeBonde
Kana Spoon yangopinda chete centre yezvinhu zvese inobva yava Spoon iyoyo. Ukagona kuitira Spoon iyoyo zvonodiwa murume mukuru anobova semombe yatemwa nedemo.

- Inzwai Varume. Spoon inofarirwa nemukadzi kudarika dzese ndeiya inogona kuramba yakamira kusvika iye anzwa kuti ndakwana. Kana ikazove yakakurawo that's a bonus, and a good one for that matter. Kana ukave nespoon diki asi uchigona kuimisa kuti twii kwenguva refu ziva kuti unogona kufadza mukadzi kudrika vamwe vanotiratidza mapicture emipinyi ye spoon dzisingatani kutunda nekubva dzarara ipapo. Pamwe pacho ukazvitarisa mazispoon mahombe acho anonetsa kumisa, uye kana amira haagoni kuti twii (haaite firm). 

Dzimwe dzinoratidzika kuve diki dzikamira dzinoita matanda chaiwo. Spoon hombe kana isati yamira hairevi chinhu. Tingatovhunduka taona zvainoita kana yamira. Uye yatoramba yakamira. Naizvozvo varume musatange nekushandira kuti spoon ngaikure. Chekutanga ndechekushandira kuti igone kumira kwenguva refu uye yakati twii. Nhamo yenyu ndeyekuona ma porno too much pa internet. Hamuzivi kuti most of the things zveipapo zviri artificial and hazvisizvo zvinotarisirwa nemadzimai. Zvinhu zvepama porno films hazvina yatinoti "emotional attachment". Tea yechihure haimbofa yakanaka kudarika tea yevanodanana. Rudo ndiyo soup yetea.

- Inzwai Madzimai renyu basa rakapfava chaizvo kudarika varume. Nhamo yemurume ndeyekuti kana yake isina kumira hapana kufadza mudzimai. Asi imi munotogona kuita basa renyu uye kufadza murume pese pese. Chenyu kudzidzira chikapa, mastaira nezvimwe zvima spices zvinodiwa pabonde. Kabatiro kaunomuita, kapindiro kainoita nekakui svisvina nenhenho kaunoita. Izvi tichazvitaura paye patichabata nyaya yeku pesanisa pfungwa dzababa nekunakirwa pabonde.

Adopted By Apostle Pride Sibiya
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp