1. STOP kuva too religious kana nguva yekutamba nababa yasvika like kunyara nyara kunge zvaunoita uchitaura namufundisi wekuchechi kwenyu,,kana baba vakati vhura makumbo vapinde usamhanyira kuti dzimai light,no chihwande-hwande, not panguva yebonde NO please.
![]() |
Certain actions are a huge put-off in the bedroom. |
3). STOP acting as if uri danda itawo chikapa nekuchem**erawo doing action, kwete kuita kunge chitunha. Daidzawo baba nepet name yavo and all the sweet names zvinovapa manyawi and yes chemerera kunyangwe zvisiri kunaka you will tell him the next day kuti awedzere moto but for now don't discourage him but help him.
I say this to you ladies coz mamarriages ane vakadzi maChristians mazhinji arikuparara vachiita basa rekuita zvinhu zvese religiously even nemubedroom. Hakuna zvakadaro, hatidi kuti dzimba dzedu dziparare nekuitirwa hufeve sevana vaMwari.. Mutendi shandira imba yako
Adopted By Apostle Pride Sibiya
0 Comments